Chiri Nani
Wotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
Kuvhima masango anorura
Unotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Wotokumbira muridzi (kumbira)
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura iwe
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)
Ehe chino nechino aiwa ndechangu
Aripano anoti mwana ndewangu uyu
Neasina kuwanikwa hunzi murume ndewangu
Hapana chisina muridzi (kumbira)
Koo chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Maihweee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunaba
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe iye
(Chiri nani kupinda chimwe)
Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Maihweeee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunabaiwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Unokuvara iwe
Chavhiringa ndoenda kune ndoro maiwe
Ndoenda chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda kune ndoro hoiyere
Kumusha chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda kune ndoro wee kune ndoro
Weee kune ndoro
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda hwee kune ndoro wee kune ndoro wee
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
(Ndinenge mbwende, ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende, ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende
Hoo ndoenda paurendo, paurendo, paurendo
Ini ndoyenda paurendo mbwerengende
Amaihwe paurendo, paurendo, paurendo
Ini ndoyenda paurendo, bherengende
Amaihwe paurendo, paurendo, paurendo
Ini ndoyenda paurendo bherengende

Credits
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.