Nyasha DzaShe (Studio Version)
Kusvika pandiri nhasi
Inyasha dzaShe Jesu
Ndasimudzwa naShe Jesu
Ndisingakodzere
Nhasi ndopemberera
Kunaka kwaJesu
Anondisimudzira
Ndisingafaniri
Nhasi ndopemberera
Kunaka kwaJesu
Anondisimudzira
Ndisingafaniri
Kusvika pandiri nhasi
Inyasha dzaShe Jesu
Ndasimudzwa naShe Jesu
Ndisingakodzere
Nyasha (Nyasha) Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (Nyasha dzaShe)
(Ooh ooh ooh)
Kusvika pandiri nhasi
Nhasi (INyasha dzaJesu)
Ndasvika sei (Kusvika pandiri nhasi)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
One two, one two three go!
Ndoimba rwiyo rutsva
Rwekumukudza Ishe
Moyo (Moyo wangu)
Wangu (Unofara)
Uzere nemufaro
Ndoimba rwiyo rutsva
Rwekumukudza Ishe
Moyo (Moyo wangu)
Wangu (Unofara)
Uzere nemufaro
Kusvika pandiri nhasi
Inyasha dzaShe Jesu
Ndopemberera (Ndasimudzwa naShe Jesu)
NeNyasha dzaShe (Ndisingakodzere)
Nyasha (Nyasha) Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (Nyasha dzaShe)
Jesu wangu
Kusvika pandiri nhasi
Nhasi (INyasha dzaJesu)
Ndasvika sei (Kusvika pandiri nhasi)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Simudza, come on! Simudza
Haaaaaaaa!
Simudza!
Ndasimudzwa ndasimudzwa
Ndasimudzwa naShe Jesu
Ndisingakodzere
Moyo wangu unofara
NeNyasha dzaJesu
Nyasha (Nyasha) Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Ndopemberera (Nyasha)
Muchato wangu (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Ndopemberera (Nyasha)
Basa rangu (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Ndopemberera (Nyasha)
Ndawana Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Nyasha (Nyasha)
Inyasha (iNyasha dzaShe Jesu)
Inyasha dzaShe Jesu
Ndasimudzwa naShe Jesu
Ndisingakodzere
Nhasi ndopemberera
Kunaka kwaJesu
Anondisimudzira
Ndisingafaniri
Nhasi ndopemberera
Kunaka kwaJesu
Anondisimudzira
Ndisingafaniri
Kusvika pandiri nhasi
Inyasha dzaShe Jesu
Ndasimudzwa naShe Jesu
Ndisingakodzere
Nyasha (Nyasha) Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (Nyasha dzaShe)
(Ooh ooh ooh)
Kusvika pandiri nhasi
Nhasi (INyasha dzaJesu)
Ndasvika sei (Kusvika pandiri nhasi)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
One two, one two three go!
Ndoimba rwiyo rutsva
Rwekumukudza Ishe
Moyo (Moyo wangu)
Wangu (Unofara)
Uzere nemufaro
Ndoimba rwiyo rutsva
Rwekumukudza Ishe
Moyo (Moyo wangu)
Wangu (Unofara)
Uzere nemufaro
Kusvika pandiri nhasi
Inyasha dzaShe Jesu
Ndopemberera (Ndasimudzwa naShe Jesu)
NeNyasha dzaShe (Ndisingakodzere)
Nyasha (Nyasha) Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (Nyasha dzaShe)
Jesu wangu
Kusvika pandiri nhasi
Nhasi (INyasha dzaJesu)
Ndasvika sei (Kusvika pandiri nhasi)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Simudza, come on! Simudza
Haaaaaaaa!
Simudza!
Ndasimudzwa ndasimudzwa
Ndasimudzwa naShe Jesu
Ndisingakodzere
Moyo wangu unofara
NeNyasha dzaJesu
Nyasha (Nyasha) Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Ndopemberera (Nyasha)
Muchato wangu (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Ndopemberera (Nyasha)
Basa rangu (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Ndopemberera (Nyasha)
Ndawana Nyasha (Nyasha)
Inyasha dzaShe (INyasha dzaShe Jesu)
Nyasha (Nyasha)
Inyasha (iNyasha dzaShe Jesu)
Credits
Writer(s): Ntutuko Mlalazi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.