Tongosienda
Mai vemwana ndongosienda
Ndongosienda zvangu nesango mai vemwana
Mai vemwana ndongosienda
Ndongosienda zvangu nesango mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Vakomana mandiregerera
Vakomana ndongosienda aho
Vakomana mandiregerera
Vakomana ndongosienda mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Hondo huru takapedza kare
Kwangosarawo kugarisana mai vevana
Hondo huru takapedza kare
Kwangosarawo kugarisana mai vevana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
(Wekutanga ndiBotha gandanga guru)
Anotaura se akasika mhunu vakomana iwe iwe, iya honde
(Wechipiri Dhlakama haa pondai)
Dhlakama ngaapondwe baba iwe iwe iwe
(Hondo iyo mambo woye tungamira)
(VeZimbabwe taramba kutyisidzirwa)
(Nokuti Zimbabwe ndeyeropa)
(Wekutanga ndiBotha gandanga guru)
Anotaura se akasika mhunu vakomana iwe iwe, iya honde
(Wechipiri Dhlakama haa pondai)
Dhlakama ngaapondwe baba iwe iwe iwe
(Hondo iyo mambo woye tungamira)
(VeZimbabwe taramba kutyisidzirwa)
(Nokuti Zimbabwe ndeyeropa)
(Wekutanga ndiBotha gandanga guru)
Anotaura se akasika mhunu vakomana iwe iwe, iya honde
(Wechipiri Dhlakama haa pondai)
Dhlakama ngaapondwe baba iwe iwe iwe
(Hondo iyo mambo woye tungamira)
(VeZimbabwe taramba kutyisidzirwa)
(Nokuti Zimbabwe ndeyeropa)
Ndongosienda zvangu nesango mai vemwana
Mai vemwana ndongosienda
Ndongosienda zvangu nesango mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Vakomana mandiregerera
Vakomana ndongosienda aho
Vakomana mandiregerera
Vakomana ndongosienda mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Hondo huru takapedza kare
Kwangosarawo kugarisana mai vevana
Hondo huru takapedza kare
Kwangosarawo kugarisana mai vevana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
Uwe werere uwe uwe
Werere uwe uwe mai vemwana
(Wekutanga ndiBotha gandanga guru)
Anotaura se akasika mhunu vakomana iwe iwe, iya honde
(Wechipiri Dhlakama haa pondai)
Dhlakama ngaapondwe baba iwe iwe iwe
(Hondo iyo mambo woye tungamira)
(VeZimbabwe taramba kutyisidzirwa)
(Nokuti Zimbabwe ndeyeropa)
(Wekutanga ndiBotha gandanga guru)
Anotaura se akasika mhunu vakomana iwe iwe, iya honde
(Wechipiri Dhlakama haa pondai)
Dhlakama ngaapondwe baba iwe iwe iwe
(Hondo iyo mambo woye tungamira)
(VeZimbabwe taramba kutyisidzirwa)
(Nokuti Zimbabwe ndeyeropa)
(Wekutanga ndiBotha gandanga guru)
Anotaura se akasika mhunu vakomana iwe iwe, iya honde
(Wechipiri Dhlakama haa pondai)
Dhlakama ngaapondwe baba iwe iwe iwe
(Hondo iyo mambo woye tungamira)
(VeZimbabwe taramba kutyisidzirwa)
(Nokuti Zimbabwe ndeyeropa)
Credits
Writer(s): Thomas Mapfumo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Other Album Tracks
- Tombi Wachena
- Ngoma Yekwedu
- Zeve Zeve
- Nyamutamba Nemombe
- Madiro
- Tongosienda
- Pidigori
- Ruva Rangu
- Pemberai
- Pachinyakare
All Album Tracks: Spirits to Bite Our Ears - The Singles Collection 1977-1986 >
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.