Zvarara Jecha

Aiyere, aiyere ngonde gondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Aiyere ngonde gondende, aiyere ngonde hondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Chabatwa neni ziso dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Chabatwa neni imi dzvoko-dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Chabatwa neni ziso dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Aiyere, aiyere, aiyere ngonde gondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Aiyere ngonde gondende, aiyere ngonde hondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Muna Chivabvu ndakambozvitaura wani
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Muna Kakunguru ndikagozvireketa
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Muna Zvita ndigagozvipamhidzazve
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Ndikati kugocha kunoda kwaamai
Kwemwana kunodzima moto mukoma kani
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Chabatwa neni dzvoko-dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Chashandwa neni imi dzvoko-dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Chashandwa neni ziso dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Aiyere, aiyere, aiyere ngonde gondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Aiyere ngonde gondende, aiyere ngonde hondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Muna Chivabvu ndakambozvitaura wani
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Muna Kakunguru ndikagozvireketa
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Muna Zvita ndigagozvipamhidza
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Ndikati kugocha kunoda kwaamai
Kwemwana kunodzima moto mukoma kani
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Aiyere, aiyere, aiyere ngonde hondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Aiyere ngo, aiyere ngonde hondende
Zvangu zvazara jecha
(Chabatwa neni ziso dzvoko)

Chabatwa neni imi dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Chashandwa neni, ziso dzvoko
(Chabatwa neni ziso dzvoko)
Chashandwa neni dzvoko-dzvoko



Credits
Writer(s): Oliver Mutukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link