Ini Ndada

Mumwe wangu, chido chemoyo
Ruva rangu, mudiwa wangu
Sahwira wangu (sahwira wangu) shamwari yangu (shamwari yangu)
Zvese zvangu ndapererwa inini

Ndoita (seiko, seiko?)
Mwana uyu ndinomuda (seiko, seiko?)
Ndashaya kana neremuromo (seiko, seiko?)
Mwana uyu ndinomuda (seiko, seiko?)

Baby (baby) ini (ini) ndada
Kuvanewe, kuvanewe kusvika zvanaka
Baby (baby) ini (ini) ndada
Kuva wako narini, narini

Zuva rangu, rungwanani
Mwedzi wangu, mambakwedza
Nyeredzi yangu, ngirozi yangu
Zvese zvangu, ndapererwa ini

Ndoita seiko? (Seiko, seiko?)
Seiko, seiko, seiko, seiko? (Seiko, seiko?)
Ndashaya kana neremuromo (seiko, seiko?)
Mwana iwe ndinokuda (seiko, seiko?)
Seiko, seiko, seiko, seiko?

Baby ini ndada (ini ndada)
Kuvanewe (kuvanewe) kusvika zvanaka
Baby (baby) ini (ini) ndada (ndada)
Kuva wako (kuva wako) narini narini (baby, baby, baby)

Baby ini (ini) ndada (ndada)
Kuvanewe (kuvanewe) kusvika zvanaka (hey)
Baby ini ndada (ini ndada)
Kuva wako narini narini

(Seiko, seiko?) Mudiwa wangu ndati seiko?
(Seiko, seiko?) Kunyange urikure mudiwa
(Seiko, seiko?) Kaby wangu ndati seiko?
(Seiko, seiko?) Kunyange urikure baby

Baby ini ndada (ndada)
Kuvanewe (kuvanewe) kusvika zvanaka (oh, oh, oh)
Baby (baby) ini ndada
Kuva wako (kuva wako) narini, narini (baby, baby, baby)

Baby (baby) ini (ini) ndada, ndada
Kuvanewe (kuva wako) kusvika zvanaka (oh, oh, oh-oh)
Baby ini ndada (ndada) kuva wako
(Kuva wako) narini narini (na-na-na, na-na-na)



Credits
Writer(s): Enock Guni
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link