Adiwa Iraki Rake

Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Wadiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Waroorwa usamuzonde (aroorwa iraki rake)
Waroorwa usamuzonde (aroorwa iraki rake)

Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Waroorwa usamuzonde (aroorwa iraki rake)
Waroorwa usamuzonde (aroorwa iraki rake)

Amai vake iwe vayimurayira
Nambuya vake iwe vakamurayira
Tete vake iwe vayimurayira
Sekuru vake iwe vakamurayira

Tsika dzake nhasi, dzamupa rugare
Tsika dzake nhasi dzamupawo imba

Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)

Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Wadiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Waroorwa usamuzonde (aroorwa iraki rake)
Waroorwa usamuzonde (aroorwa iraki rake)

Amai vake iwe vakamurayira
Nambuya vake iwe vayimurayira
Tete vake iwe vakamurayira
Sekuru vake iwe vayimurayira

Tsika dzake nhasi, dzamupa rugare
Tsika dzake nhasi dzamupawo imba

Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)

Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)
Adiwa usamuzonde (adiwa iraki rake)

Credits
Writer(s): Marshall Munhumumwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link