Ndizadzei

Father I pray, this is my prayer
I know you can hear me
Makanaka kani Mwari wangu

Izwi randidana, nezita
Huya pedyo mwana wangu
Ndipe mukana zve
Ndikuratidze, zvandakakurongera

For I know the thoughts that I think towards you
The thoughts to prosper you
And not to harm you but to give you
An expected end

Zvino kubva pandanzwa izwi iri, Mwari we
Ndazara nenzara, inzara yega yega, yekunzwa huvepo wenyu, Mwari

Ndonamata
Ndinotsvaga imi Mwari, Mwari wangu
Moyo wangu ndoupa imi

Ndinotsvaga imi Mwari
Moyo wangu ndoupa imi
Ndinotsvaga imi Mwari
Moyo wangu ndoupa imi

Ndinoda kuziva, zvakavanzika zvenyu Mwari
Ndinoda kuziva, zvakavanzika zvenyu Mwari

Ndiswededzei pedyo, ndikuzivei Ishe wangu
Ndiswededzei pedyo, ndikuzivei Ishe wangu

Ndazarura moyo, chindizadzai Ishe wangu
Ndazarura moyo, chindizadzai Ishe wangu

Saka torayi moyo wangu, mundizadze
Saka torayi moyo wangu, mundizadze
Saka torayi moyo wangu, mundizadze

Saka torayi moyo wangu, mundizadze
Saka torayi moyo wangu, mundizadze

Mwari torayiwo moyo wangu, ndizadzeiwo
Ndiripano kani Mwari we, ndiripano Mwari, hallelujah
Oyi zvenyu moyo uyu, zaraiwo
Ndiriwako Mwari, ndiriwako Mwari ye, ndiriwako Mwari ye
Hallelujah, Hallelujah, Hallelujah



Credits
Writer(s): Michael Mahendere
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link