Rubatsiro

– TAPS GEE
Forgive me I don't know what came over me
Sorry your highness, yangova darkness. cause of my madaness
I don't know ndokurowerei
I don't know ndokutukirei
I don't know ndokushushirei
Musombodhiya here unondidaiso??
Kudhakwa here kunondidaizo??
Kurwara here kunondidaiso??
Pakutoda ma prayers
Hapachade ku delayer
Kutaura pa feya
Pakutoda mweya mutsvene, Mweya...

Kana usipo ini ndokufunga ini ndokurota babe
Kana uripo ini ndokushusha ini ndokurowa babe
Ndibatsireiwo, ndibatsirewo wakururu, ndibatsireiwo
Ndibatsireiwo, ndibatsirewo wakururu, ndibatsireiwo

Chi my pretty young thing, handitambe nema under age
Ndoda babe ririkuma 20s, zi heavy nice rinowachisa mabhambi
She drive me crayz kunge munhu asina chitambi
Kana usipo hameno zvando feela, Kana uripo ndinonyanya kuzvi bigger
Chichikuudza kuti iwe hausi chinhu, ndichikukwidza yese yese ndada zvinhu
Ndichikutipa kuti ndirizi real G, Ndiri Zi OG ka rinotsvaga ma greens
Babe chibhora harinaka kana basa nemadhora
Ndomuvharira kunze skiri remagora
Kana usipo babe ini ndokufunga
Kana usipo ini ndokushusha
I know musodzi yako haibude zvenhando, Munhu asina rudo akazaraka nehondo

Kana usipo ini ndokufunga ini ndokurota babe
Kana uripo ini ndokushusha ini ndokurowa babe
Ndibatsireiwo, ndibatsirewo wakururu, ndibatsireiwo
Ndibatsireiwo, ndibatsirewo wakururu, ndibatsireiwo

Moyo wangu unorwadza kana ndisinewe
Babe ndoda uziwe ndiwe uripakati pe moyo
I know I hurt you, several times, i'm sorry
I don't expect you to understand me
Cause, to be frank, I don't even know myself
I wish I knew all the reasons
Why I treated you so bad, You have to believe
Kamweya kehumhondi kanotongouya
Handitoziwewo zvauya sei
Girl this is not me
I really need help

Kana usipo ini ndokufunga ini ndokurota babe
Kana uripo ini ndokushusha ini ndokurowa babe
Ndibatsireiwo, ndibatsirewo wakururu, ndibatsireiwo
Ndibatsireiwo, ndibatsirewo wakururu, ndibatsireiwo



Credits
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link