Hwema Handarise
Amai vangu munoti, baba vakatsakatika
Zita muchiti hamuchaziva
Koo hama dzavo dziripiko? (Zviri muropa, hwema handirase)
Munoti baba vakandiramba, ndichiri mudumbu
Kutadzirana kwenyu vabereki
Koo ini mwana ndinoziveiko? (Zviri muropa, hwema handirase)
Zviri muropa rangu, kuti baba vangu vapenyu chete
Ndotonoteedza hwema hwababa
Nerimwe zuva ndichavawana (zvirimuropa hwema handirase)
Ndinotenda nekundirera, nekundirera kwamakaita
Ndinozviziva, hamudi ndizive kuna baba
Ndinodzoka zvino-zvino, ndavawana nezita
Ndichavabvunza sei, muchisema kundiona?
Kana murimi mai makahwanda, ndichadudza kuna baba
Zviri muropa rangu, kuti baba vangu varipo chete

Ohh, ndinotenda nekundirera, nekundirera kwamakaita
Rudo rwangu ruri kunemi mai
Nekuna baba, rudo rwangu ruzere
Ndinokudai sevabereki vangu, zvirimuropa hwema handirase

Ndotonoteedza hwema hwababa, baba, baba kani

Oh-oh-oh-ah, ndinotenda nekundirera, nekundirera kwamakaita
Ho-na, ho-na
La-la-la-la-la-la

Credits
Writer(s): Oliver Mutukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Other Album Tracks
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.