Shuwa Here

I'm in my feels right now
Uh, aye
Vanhu vanoita zvemakuhwa out there

Uh
Ishuwa here that you moved on with your besfren
Ishuwa here mukurara on the same bed
Ishuwa here kuti makashooter sextape
Ifair here kana nyaya yacho ndeyefake
Ishuwa here makurova mamatching shoes
Ne the same dude akakuintroducer kubooze
Wakaita switch down uchifunga imma lose
Ndiri nice guy yeah you fucked with the wrong dudes
Aye
Ishuwa here muface wewe haundifarire
Ishuwa here haudi matracks angu arire
Ishuwa here unondiwachisa
Kana iri fair I don't care huya futi ndikuainire
My death sentence, huya ndikusign ire
Une maflows, huya ndikushayinire
Cobra yered neblack
Handisi baby rako saka wangu iwe usanditaimire

Amai Maria ndega handione, ndivhureiwo
Ndati Amai Maria ndega handione, ndivhureiwo
Zvavanotaura
Ishuwa here, shuwa here
Zvavanotaura
Ishuwa here, shuwa here (Uh, uh)

Ishuwa here kuti hapana anokukunda
Kana iri feya ndini engine inokusunda
Ishuwa here munondiitira makuhwa
Muchiti hey hey bhutsu dzangu dzinonhuwa
Ishuwa here munoterera Davido
Musinga appreciate talent yemuZimbo
Ishuwa here makubikirana shisto nembashto
Makutoda kupisana nemagas stove

Amai Maria ndega handione, ndivhureiwo
Ndati Amai Maria ndega handione, ndivhureiwo
Zvavanotaura
Ishuwa here, shuwa here
Zvavanotaura
Ishuwa here, shuwa here

Amai Maria
Amai Maria woooo
Ndivhureiwo
Ndivhureiwooooo
Amai Maria
Amai Maria woooo
Ndivhureiwo
Ndivhureiwoooooooooo



Credits
Writer(s): Kudakwashe Madondo
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link