Handiende

Handiende haiwaiwaiwaiwa waivaivaivaivo ...
Heeyi heyi hee
Ummnanainanainanaina ndavarivandundunda

Handiende handiendewo handiende
Kudzamara wandiudza pandimire chaipoipo chaipoipo
Chaipoipo kusvika wandiudza pandimire
chaipoipo ipo ipo ipo ipo ipo ipo ipo ipo
Kuenda handiende

Baba vemwana imi baba vemwana wo
baba vemwana handiende
Haa baba vemwana baba vemwana wo
baba vemwana handiende

Makore mangani tiritese
Vana vangani tiritese
Nhasi wondiudza kumusha ini A-ah!
Musha wandinoziva ndepanapa
Dikita misodzi zvakaerera
Ndogarira vana vangu
Kufira vana vangu

Handiende ini handiende
Kudzamara wandiudza pandimire chaipo ipo
Haa chaipo ipo iwe
Handiende

Nhasi wandisakadza
Apa mhuri ndayarutsa kare
Nhasi wondiudza kumusha ini A-ah!
Musha wandinoziva ndepanapa
Dikita misodzi zvakaerera
Ndogarira vana vangu
Kufira vana vangu

Handiende ini handiendewo handiende
Kudzamara wandiudza pandimire chaipo ipo
chaipo ipo ipo
chaipo ipo
Kusvika wandiudza pandimire chaipo ipo



Credits
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link