Unovashungurudza

Tichivaumburudzawe (taishungurudzawe)
Jah Signal (tirarira, swah, inini ndini ndarira, swah)
Senior

Sigi iwe uchatosvika kure
Tamuka chiriddim ndachinzwa
Ndafunga kuchimhanya zvine ginger
Paburi retsono ndapinzwa
Teerera vasikana nemachinda

Sigi iwe unovashungurudza
Kunakidza kwako vachatopururudza (haka!)
Senior munotishungurudza
Kunakidza kwenyu kunovashungurudzawe
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Baba pamoti ti ti ti kuridza guitar matishungurudza
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Senior pamoti ti ti ti tu turi dhi mashungurudza

Haisi mhosva ndodhakwa nebhanzi
VanaChairman ndovanhu vemabars
Mangoma aya takabva kugwazhi
Teerera patani racho munandi
Huma huma, nhasi ini ndovanyunya
Yatova nyanyiso iyi yakanyanya
Modhidha sei (todhidha sengwena)
Tichivaumburudzawe (ah!)

Sigi iwe unovashungurudza (shungurudzawe)
Kunakidza kwako vachatopururudza
Senior munotishungurudza (shungurudzawe)
Kunakidza kwenyu kunovashungurudzawe
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Baba pamoti ti ti ti kuridza guitar matishungurudza
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Wedzera mazano vachatopururudza

Aheha heheha eh eh (aheha heheha eh eh)
Madzibaba regai ndirekete (regai ndirekete)
Tirarira uheehe (tirarira uheehe)
Jamuka iwe eheehe (jamuka iwe eheehe)

Handisi kugumira pano baba ndiri kufamba (famba)
Ngoma yarira kunakidza saka ndoitamba
Baba ndabuda pa NashTV ngoma dziri kufamba (famba)
Taimba nemukuru, aiwaka muri mukuru

Wedzera mazano vachatopururudza
Sigi iwe unovashungurudza (shungurudzawe)
Kunakidza kwako vachatopururudza (haka)
Senior munotishungurudza (shungurudzawe)
Kunakidza kwenyu kunovashungurudzawe
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Baba pamoti ti ti ti kuridza guitar matishungurudza
Ukati tirarira swa unovashungurudza



Credits
Writer(s): Jordan Mangwiro, Nicodimus Mutize
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link