Paper Bag

Hoo, i-paper bag, kwete re-grocery paper bag
Rakatakura paper bedzi
Ma-green aya Oskid, worker maths
Gafa rapinda vadhabhura (dhabhura)
Isa zvinwiwa patafura
Waiter ndi-serve, paper handi-shave
Tisu madhara, takura

Ukandiona ndichifamba nema-goons angu
Ita low ndirikurova bag (bag)
Haikona kunditedzera ma-moves angu
Ita low ndirikurova bag (bag)

Zvimawaya, waya, keep change (keep change)
Zvima 50, 50, keep change (keep change)
Zvima 20 izvo, no change
Subhura zvima10 nema5 pa-bench

Ukandiona ndichifamba nema-goons angu
Ita low ndirikurova bag (bag)
Haikona kunditedzera ma-moves angu
Ita low ndirikurova bag (bag)

Zvimawaya, waya, keep change (keep change)
Zvima 50, 50, keep change (keep change)
Zvima 20 izvo, no change
Subhura zvima 10 nema5 pa-bench

Ndeipiko babe une Gucci bag?
I-genuine here kana bootleg?
Thousand iro, shaker bootie bedzi
Une tsvigiri fanika kuChiredzi

Ma-calls awanda, ndaisa phone mundege
Tora picture ne-iphone undi-tag
Gafa ndagara handina pressure
Saka handina kuuya pano kuti undijege

Ma5 ma10, ma20 (20) (kwete) (kwete, kwete, kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete, chete, chete pano)
Iwo ma5 ma10, ma 20 (kwete) (kwete, kwete, kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete, chete, chete pano)

Ukandiona ndichifamba nema-goons angu
Ita low ndirikurova bag (bag)
Haikona kunditedzera ma-moves angu
Ita low ndirikurova bag (bag)

Zvimawaya, waya, keep change (keep change)
Zvima 50, 50, keep change (keep change)
Zvima 20 izvo, no change
Subhura zvima 10 nema5 pa-bench

Ukandiona ndichifamba nema-goons angu
Ita low ndirikurova bag (bag)
Haikona kunditedzera ma-moves angu
Ita low ndirikurova bag (bag)

Zvimawaya, waya, keep change (keep change)
Zvima 50, 50, keep change (keep change)
Zvima 20 izvo, no change
Subhura zvima 10 nema5 pa-bench

Ma-green hobho vakufunga kuti ma-fake notes
Usaite godo, huya take notes
Ndirikupenya handidzime kunge magetsi mu-road
Ndavakumberi ndavakutaura spaghetti roads

Ndakati, "Dzika" dzakadzika ngirozi
Kutambura handichada ndakapika boys
Ndamira ku-spender ndaisa nyika pa-pause
Ve-finance vafona handisi ku-pick ma-calls

Ma5 ma10, ma 20 (20) (kwete) (kwete, kwete, kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete, chete, chete pano)
Iwo ma5 ma10, ma 20 (kwete) (kwete, kwete, kwete pano)
Ma50 nemawaya (chete, chete, chete pano)

Ukandiona ndichifamba nema-goons angu
Ita low ndirikurova bag (bag)
Haikona kunditedzera ma-moves angu
Ita low ndirikurova bag (bag)

Zvimawaya, waya, keep change (keep change)
Zvima 50, 50, keep change (keep change)
Zvima 20 izvo, no change
Subhura zvima 10 nema5 pa-bench

Ukandiona ndichifamba nema-goons angu
Ita low ndirikurova bag (ndirikurova bag)
Haikona kunditedzera ma-moves angu
Ita low ndirikurova bag (ndirikurova bag)

Zvimawaya, waya, keep change (keep change)
Zvima 50, 50, keep change (keep change)
Zvima 20 izvo, no change
Subhura zvima 10 nema5 pa-bench

Ndirikurova bag
Ndirikurova bag



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link