Ngatiende Vadikani
Ngatiende vadikani kune munda wake tenzi
Kundoreva nekurima, ndisamunda wadaidza
Kasi (kasikayi) kuyenda (kuyendayo) kune zunde rake Mambo
Endai (endaiwo) endai (endaiyo) kune zunde rake Mambo
Jesu wati kuna Peter chitevera sure kwangu
Unozovabvuva vanhu kubva mune rima guru

Enda (endaiwo) endai (endaiyo) kune zunde rake Mambo
Jesu Tenzi watiudza, endai kune pasi pese
Muchiparidzira izwi kune ndudzi dzese dzese

Zvino rava jana redu, rekutora iri shoko
Kuna ivo varikure vasingamuzivi Tenzi
Kasikai (kasikai) kuyenda (kuyendayo) kune zunde rake Mambo

Jesu wati kumbirai vapupu-

Credits
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.