Idandaro

Pasi rino, pasi pano
Pasi pano, pasi rino, pasi pano hutandara
Pasi rino hutandara

Pasi rino, pasi rino
Pasi pano, pasi rino hutandara

Ehee hutandara
Ehee hutandara, pasi idandaro, pasi idandaro

Hama dzinodikanwa, pasi rino handiredu
Zvamunoona uchibarwa, wazvarirwa hutandaro
Pasi rino hutandara

Pasi rino, pasi pano
Pasi pano, pasi rino hutandara

Pasi rino, pasi pano
Pasi pano hutandara
Ehee hutandara, pasi idandaro, pasi idandaro

Fara uchafara, nguva uchinayo
Kusuva, kusuva hako, ita nguva shoma

Pasi idandaro
Pasi rino handiredu, pasi idandaro
Pasi idandaro

Pasi rino, pasi pano
Pasi pano, pasi rino idandaro

Pasi rino, pasi pano, pasi rino idandaro
Teererai vanhu wee, pasi pano handiredu
Pasi rino hutandara
Pasi rino hundiredu
Pasi pano hutandara



Credits
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link