Unovashungurudza (feat. Nicholas Zacharia)

Tichivaumburudzawe (taishungurudzawe)
Jah Signal (tirarira swa ini ndini ndarira)
Senior
Sig iwe uchatosvika kure
Tamuka chiriddim ndachinzwa
Ndafunga kuchimhanya zvine ginger
Paburi retsono ndapinzwa
Teerera vasikana nemachinda
Sig iwe unovashurudza
Kunakidza kwako vachatopururudza
Senior munotishungurudza
Kunakidza kwenyu kunovashungurudza iwe
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Baba pamoti ti ti ti kuridza guitar matishungurudza
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Senior pamoti ti ti ti tu turi dhi mashungurudza
Haisi mhosva ndodhakwa nebhanzi
VanaChairman dovanhu vemabhazi
Mangoma aya takabva kugwazhi
Teerera patani racho munandi
Huma huma nhasi ini ndovanyunya
Yatova nyanyiso iyi yakanyanya
Modhidha sei (todhidha sengwena)
Tichivaumburudzawe
Sig iwe unovashurudza
Kunakidza kwako vachatopururudza
Senior munotishungurudza
Kunakidza kwenyu kunovashungurudza iwe
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Baba pamoti ti ti ti kuridza guitar matishungurudza
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Senior pamoti ti ti ti tu turi dhi mashungurudza
Ukati tirarira swa unovashungurudza
Wedzera mazano vachatopururudza
Madzibaba regai ndirekete (regai ndirekete)
Tirarira uheehhe
Tirarira uheehhe
Jamuka iwe eheehe
Jamuka iwe eheehe
Handisi kugumira pano baba ndiri kufamba
Ngoma yarira kunakidza saka ndoitamba
Baba ndabuda pana Steve ngoma dziri kufamba
Ukaimba nemukuru
Aiwaka muri mukuru
Wedzera mazano vachatopururudza
Sig iwe unovashurudza
Kunakidza kwako vachatopururudza
Senior munotishungurudza
Kunakidza kwenyu kunovashungurudza iwe
Ukati tirarira swa unovashungurudza



Credits
Writer(s): Jordan Mangwiro, Nicodimus Mutize
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link