Naye

Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Chauya futi
Chadzoka futi
Gafa zvekare
Chinonzi rega ndechiri muruoko (ndechiri muruoko)
Jusa, kwete chiri mumoyo
Chiri mumoyo

Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenaba
Ini handidi nayee (naye)

Vari kuda kundiudzira
Dai mambomira kundichoosira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukuchidzira
Shamwari changu chihachi (boss)
Ndakabvisira ndakapfeka bhachi (moti)
Yamunopembedza muchiti ihot
Ikauya kudumba kwangu inot
Saka ndakataya knot
Vamwe voti ndakamhanya sematyre 40
Rudo ruri kupisa kunge fire boat
Handicheuke shure semukadzi waLot
Oskid

Hanzi wangu mutematema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenaba
Ini handidi nayee (naye)
Vari kuda kundiudzira
Dai mambomira kundichoosira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukuchidzira

Ndichange ndiinaye kusvika muguva
SaDhewa kupinda mumvura
Ndichakuchengeta pachipfuva
Ndatikoshese ino nguva
Ndiri happy naye
Musandipe zvandisingade
Moyo wangu wakaperera ipapo
Zvinotanga zvonoperera ipapo

Hanzi wangu mutema tema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenaba
Ini handidi naye (naye)

Vari kuda kundiudzira
Dai mambomira kundichoosira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukuchidzira

Hanzi wangu mutematema
Asi handidi naye (naye)
Hanzi haabvire kuchenaba
Ini handidi naye (naye)

Vari kuda kundiudzira
Dai mambomira kundichoosira
Panapa rudo ruri kubvira
Kushoropodza kwenyu kukuchidzira



Credits
Writer(s): Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link