Only You (feat. Ti Gonzi)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa (U-udheliwami)
Vaingoti hushamwari, haana basa Jahman
Haakuroore Jahman, Ring-pan-thing and no worry
Vanotivenga no worry, handina mota handina mari
Chandinoda shamwari, rudo rwako kusvika nariini
(Now remix) its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa (mhai)
Its only you ndinokuvimbisa (imwe mbeu)
Baby wangu uri hurungudo
Pamwe tiri vadiki asi chikuru rudo
Mwana uyu ndinomuda aish ndinomuda
Handife ndamukanya samukuru gudo
Parudo ndiri pro, hapana anondimisa
Saka baby ndoku pro-miser
Ndiwe wega wandinoda, nyatso easer
I know love is blind, maziso acho ndeehwiza
Anoda kukutora ndomubata panorwadza iwe iwe
'Cause handigone newe, ndingatotadza newe
Ndoganza newe the love of my life
Usatye hako handizi dofo, ndiri do-five
Kana une nzara aiwa usakwate
Ndipe fon ndibate, Boss Tate
Kana uchida braai aiwa haishate
Tinodya maguru, tofamba nematate
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Ah, ganda rako rakatsetseka
Ndichangoramba ndakatendeka
Eheka kurambana kweteka
Kunge kuClub, love yedu iri kuyendeka
Ndokuda kusina Zesa 'cause wakabaka
Apa kuface wakanaka
Ndichauya baby, ndobisa mombe
Zvavanosasa hazvinei saSakarombe
Vaingoti hushamwari (ai) haana basa Jahman (mhai
Haakuroore Jahman (mhai) Ring-pan-thing and no worry (ma1 boys)
Vanotienga no worry (no) handina mota handina mari (bhoo)
Chandinoda shamwari (yo) rudo rwako kusvika nariini (fine)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa (U-udheliwami)
Vaingoti hushamwari, haana basa Jahman
Haakuroore Jahman, Ring-pan-thing and no worry
Vanotivenga no worry, handina mota handina mari
Chandinoda shamwari, rudo rwako kusvika nariini
(Now remix) its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa (mhai)
Its only you ndinokuvimbisa (imwe mbeu)
Baby wangu uri hurungudo
Pamwe tiri vadiki asi chikuru rudo
Mwana uyu ndinomuda aish ndinomuda
Handife ndamukanya samukuru gudo
Parudo ndiri pro, hapana anondimisa
Saka baby ndoku pro-miser
Ndiwe wega wandinoda, nyatso easer
I know love is blind, maziso acho ndeehwiza
Anoda kukutora ndomubata panorwadza iwe iwe
'Cause handigone newe, ndingatotadza newe
Ndoganza newe the love of my life
Usatye hako handizi dofo, ndiri do-five
Kana une nzara aiwa usakwate
Ndipe fon ndibate, Boss Tate
Kana uchida braai aiwa haishate
Tinodya maguru, tofamba nematate
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Ah, ganda rako rakatsetseka
Ndichangoramba ndakatendeka
Eheka kurambana kweteka
Kunge kuClub, love yedu iri kuyendeka
Ndokuda kusina Zesa 'cause wakabaka
Apa kuface wakanaka
Ndichauya baby, ndobisa mombe
Zvavanosasa hazvinei saSakarombe
Vaingoti hushamwari (ai) haana basa Jahman (mhai
Haakuroore Jahman (mhai) Ring-pan-thing and no worry (ma1 boys)
Vanotienga no worry (no) handina mota handina mari (bhoo)
Chandinoda shamwari (yo) rudo rwako kusvika nariini (fine)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Credits
Writer(s): Jordan Mangwiro, Tinashe Ginzara
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.