Only You
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you (u-, udheliwam') ndinokuvimbisa
Vaingoti hushamwari
Haana basa Jahman
Haakuroore Jahman
Ring pon thing and no worry
Vanotivenga no worry
Handina mota handina mari
Chandinoda shamwari
Rudo rwako kusvika narinhi (now remix)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa (boys)
Its only you ndinokuvimbisa (imwe mbeu, yeah)
Bhebhi wangu uri hurungudo
Pamwe tiri vadiki asi chikuru rudo
Mwana uyu ndinomuda eeish ndinomuda
Handife ndamukanya samukuru gudo
Parudo ndiri Pro hapana anondimisa
Saka bhebhi ndoku pro-miser
Ndiwe wega wandinoda nyatso easer
I know love is blind maziso acho ndee hwiza
Anoda kukutora ndomubata panorwadza iwe (iwe)
'Cause handigone newe ndingatotadza newe
Ndoganza newe, the love of my life
Usatye hako handisi dofo ndirido five
Kana une nzara aiwa usakwate
Ndipe phone ndibate Boss Tate
Kana uchida braai aiwa haishate
Tinodya maguru tofamba nematate
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Ganda rako rakatsetseka
Ndichangoramba ndakatendeka
Eheka kurambana kwete kaa
Kunge kuclub love yedu irikuendeka
Ndokuda kusina Zesa 'cause wakabaka
Apa kuface wakanaka
Ndichauya bhebhi ndobvisa mombe
Zvavanosasa hazvinei saSakarombe
Vaingoti hushamwari (mai)
Haana basa Jahman (mai)
Haakuroore Jahman (boys)
Ring pon thing and no worry (ma1 boys)
Vanotivenga no worry (no)
Handina mota handina mari (bhoo)
Chandinoda shamwari (yo)
Rudo rwako kusvika narini (boys)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you (u-, udheliwam') ndinokuvimbisa
Vaingoti hushamwari
Haana basa Jahman
Haakuroore Jahman
Ring pon thing and no worry
Vanotivenga no worry
Handina mota handina mari
Chandinoda shamwari
Rudo rwako kusvika narinhi (now remix)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa (boys)
Its only you ndinokuvimbisa (imwe mbeu, yeah)
Bhebhi wangu uri hurungudo
Pamwe tiri vadiki asi chikuru rudo
Mwana uyu ndinomuda eeish ndinomuda
Handife ndamukanya samukuru gudo
Parudo ndiri Pro hapana anondimisa
Saka bhebhi ndoku pro-miser
Ndiwe wega wandinoda nyatso easer
I know love is blind maziso acho ndee hwiza
Anoda kukutora ndomubata panorwadza iwe (iwe)
'Cause handigone newe ndingatotadza newe
Ndoganza newe, the love of my life
Usatye hako handisi dofo ndirido five
Kana une nzara aiwa usakwate
Ndipe phone ndibate Boss Tate
Kana uchida braai aiwa haishate
Tinodya maguru tofamba nematate
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Ganda rako rakatsetseka
Ndichangoramba ndakatendeka
Eheka kurambana kwete kaa
Kunge kuclub love yedu irikuendeka
Ndokuda kusina Zesa 'cause wakabaka
Apa kuface wakanaka
Ndichauya bhebhi ndobvisa mombe
Zvavanosasa hazvinei saSakarombe
Vaingoti hushamwari (mai)
Haana basa Jahman (mai)
Haakuroore Jahman (boys)
Ring pon thing and no worry (ma1 boys)
Vanotivenga no worry (no)
Handina mota handina mari (bhoo)
Chandinoda shamwari (yo)
Rudo rwako kusvika narini (boys)
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Its only you ndinokuvimbisa
Credits
Writer(s): Jordan Mangwiro, Tinashe Ginzara
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.