Ndifare
Bad Company Records
Gzzy, make di gyal dem get busy!
Roll a J, straight aiming for an A
Chatterbox, no matter what dem seh
Sky coulda grey, most high we pray
Can't stop make way, brighter days
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Na Sugardripp kutapira se hive
Ehee ako ka jive
Vic Vado pattern riri sharp se knife
Gzzy vaudze kuti tiri alive
Expensive style haisi cheap
Remember what you sow, you shoulda reap
Hustle hard 365 we nuh flip
Party hard six to six we nuh sleep
Don't trip, don't trip
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Tofara zvine order kwete dhungemutunge
Hakudanwi anonzwa i nhangemutange
Zvedu ndezve chipo, kwete zvekwa ndunge
Mabadmind ndapota musawondonge
Ndauya semufananidzo zvoda shingaidzo
Kukumbira chiratidzo
Ho yah tsanangudzo
Hatidi
Ndisiyei ndifare, nyama nemweya zviri pamwe
Hupenyu unouya, ziva unongorarama kamwe
Life is the greatest gift, hobho makomborero
Even when the seasons shift, ingori mhemberero
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Na Sugardripp kutapira se hive
Ehee ako ka jive
Vic Vado pattern riri sharp se knife
Gzzy vaudze kuti tiri alive
Expensive style haisi cheap
Remember what you sow, you shoulda reap
Hustle hard 365 we nuh flip
Party hard six to six we nuh sleep
Don't trip, don't trip
Gzzy, make di gyal dem get busy!
Roll a J, straight aiming for an A
Chatterbox, no matter what dem seh
Sky coulda grey, most high we pray
Can't stop make way, brighter days
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Na Sugardripp kutapira se hive
Ehee ako ka jive
Vic Vado pattern riri sharp se knife
Gzzy vaudze kuti tiri alive
Expensive style haisi cheap
Remember what you sow, you shoulda reap
Hustle hard 365 we nuh flip
Party hard six to six we nuh sleep
Don't trip, don't trip
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Tofara zvine order kwete dhungemutunge
Hakudanwi anonzwa i nhangemutange
Zvedu ndezve chipo, kwete zvekwa ndunge
Mabadmind ndapota musawondonge
Ndauya semufananidzo zvoda shingaidzo
Kukumbira chiratidzo
Ho yah tsanangudzo
Hatidi
Ndisiyei ndifare, nyama nemweya zviri pamwe
Hupenyu unouya, ziva unongorarama kamwe
Life is the greatest gift, hobho makomborero
Even when the seasons shift, ingori mhemberero
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Iyi ndo bholato
Hoo bholato
Chaiyo i auto
Moto moto
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Siyai ndifare, ndiri alive
Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive
Na Sugardripp kutapira se hive
Ehee ako ka jive
Vic Vado pattern riri sharp se knife
Gzzy vaudze kuti tiri alive
Expensive style haisi cheap
Remember what you sow, you shoulda reap
Hustle hard 365 we nuh flip
Party hard six to six we nuh sleep
Don't trip, don't trip
Credits
Writer(s): Tafadzwa Saungweme
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.