Ini Ndada

Mumwe wangu, chido chemoyo
Ruva rangu, mudiwa wangu
Sahwira wangu (sahwira wangu)
Shamwari yangu (shamwari yangu)
Zvese zvangu ndapererwa inini

Ndoita (seiko, seiko?)
Mwana uyu ndinomuda (seiko, seiko?)
Ndashaya kana neremuromo (seiko, seiko?)
Mwana uyu ndinomuda (seiko, seiko?)
Ooh, ooh, ooh

(Baby) baby, (ini) ini (ndada)
(Kuva newe) kuva newe
(Kusvika zvanaka) babe, babe, babe
(Baby) ooh (ini) ini (ndada) oh, ooh
(Kuva wako narini, narini)

Zuva rangu, rungwanani
Mwedzi wangu, mambakwedza
Nyeredzi yangu
Ngirozi yangu, zvese zvangu
Ndapererwa ini

Ndoita seiko? (Seiko, seiko?)
Seiko, seiko, seiko, seiko? (Seiko, seiko?)
Ndashaya kana neremuromo (seiko, seiko?)
Mwana iwe ndinokuda (seiko, seiko?)
Seiko, seiko, seiko, seiko?

(Baby ini ndada) ini ndada
(Kuva newe) kuva newe
(Kusvika zvanaka) ooh, ooh, ooh
(Baby) baby, (ini) ini (ndada) ndada
(Kuva wako narini, narini) kuba wako
Babe, babe, babe

(Babe ini ndada) ndada
(Kuva newe) kuva newe
(Kusvika zvanaka)
(Baby ini ndada kuva wako narini narini)

(Seiko, seiko?) mudiwa wangu ndati seiko? (Seiko, seiko?)
Kunyangwe urikure mudiwa (seiko, seiko?)
Baby wangu ndati seiko? (Seiko, seiko?)
Kunyangwe urikure babe

(Baby ini ndada kuva newe kusvika zvanaka) ooh, ooh, ooh
(Baby ini ndada kuva wako narini, narini) baby, baby, baby
(Baby, ini ndada kuvanewe, kusvika zvanaka) kuva wako
(Babe, ini ndada kuva wako, narini, narini) kuva wako



Credits
Writer(s): Enock Guni
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link