Handichazviwanire Basa

Yaingova loneliness
Yaiita ndiku nyengerere ndichikuti mistress
Pandaigara ndichishingirira uchindikwadza neStress
Zvinhu zvanga zviri bad shaa kunge base me metress
Waindi treater sendisiri munhu
Kutondiona sendisiri chinhu
Asi ndapfidza shaa
Chiziva shaa

Kuti iwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa cheater
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wane mumwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa Quiter
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"

"Amana kA!"
Ndaikuti babie uchiti daddy
Asi ndiwe wakazoputsa chitsidzo kah
Rangarira ini ndichinge Roki
Pawakaenda ndikazoimba chidzoka
Zvandakanzwa ini ndizvo kah?
Kuti vanhu vese iwe unongopa
Wakadanana naTinashe naKudalso naTipa na Iyan I
ZvaRas Pompy ndizvo kah
Ndikazvifunga dzimwe nguva
Inini ndochemawo
"Amana kA!"
Ndaiti unondida
Asi waingo faker_wo

Kuti iwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa cheater
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wane mumwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa Quiter
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"

Ndaiti uri Queen ini Majesty
Our love is sweetest ngativakeyi den
Tiringe ramangwana kunge weather focast
Tiwanane so fast tipinde mu life journey
Asi mhepo dzakazouya
Kukubata kwanga kwakudhura
Rega ndisa tenderere inini
Ndiite long story ive short wanga wakuhura
Ndikazvifunga dzimwe nguva
Inini ndochemawo
"Amana kA!"
Ndaiti unondida
Asi waingo faker_wo

Kuti iwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa cheater
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wane mumwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa Quiter
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"

"Amana kA!"
Ndaikuti babie uchiti daddy
Asi ndiwe wakazoputsa chitsidzo kah
Rangarira ini ndichinge Roki
Pawakaenda ndikazoimba chidzoka
Zvandakanzwa ini ndizvo kah?
Kuti vanhu vese iwe unongopa
Wakadanana naTinashe naKudalso naTipa na Iyan I
ZvaRas Pompy ndizvo kah
Ndikazvifunga dzimwe nguva
Inini ndochemawo
"Amana kA!"
Ndaiti unondida
Asi waingo faker_wo

Kuti iwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa cheater
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wane mumwe
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"
Nyangwe zvikanzi wa Quiter
"Hazvina basa"
"Handichazviwanire Basa"



Credits
Writer(s): Mzwakhe Ncube
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link