Ndiye Mwari (Wenyama Yose)

Ndiye Mwari (Wenyama Yose) Written by: Israel Sebenzo

Ndiye Mwari, Anogona zvose
Hapana chingamuremera
Mudonzvo wake, ne mumvuri wake
Zvinondichengeta, Nguva dzose

Ndiye Mwari, Anogona zvose
Hapana chingamuremera
Mudonzvo wake, ne mumvuri wake
Zvinondichengeta, Nguva dzose

Anoshandura mweya wangu
Anopindura, minyengetero
Anochengeta vanotambura
Ndiye Mwari, Wenyama Yose

Anoshandura mweya wangu
Anopindura, minyengetero
Anochengeta vanotambura
Ndiye Mwari, Wenyama Yose

Mupei mbiri, Wamasimba ose
Zvirokwazvo, Haatikanganwe
Mhinduro yake, ndihongu na Ameni
Anotichengeta nguva dzose

Mupei mbiri, Wamasimba ose
Zvirokwazvo, Haatikanganwe
Mhinduro yake, ndihongu na Ameni
Anotichengeta nguva dzose

Anoshandura mweya wangu
Anopindura, minyengetero
Anochengeta vanotambura
Ndiye Mwari, Wenyama Yose

Anoshandura mweya wangu
Anopindura, minyengetero
Anochengeta vanotambura
Ndiye Mwari, Wenyama Yose

Ndiye mumwe, zuro nekusingaperi
Nanhasi haashanduke
Ruoko rwake, Rwakatambanuka
Achatichengeta nguva dzose

Ndiye Mwari, mumwe nekusingaperi
Nanhasi haashanduke
Ruoko rwake, Rwakatambanuka
Achatichengeta nguva dzose

Anoshandura mweya wangu
Anopindura, minyengetero
Anochengeta vanotambura
Ndiye Mwari, Wenyama Yose

Anoshandura mweya wangu
Anopindura, minyengetero
Anochengeta vanotambura
Ndiye Mwari, Wenyama Yose

Yo-yo-yo-yo-yo-yo-yo!
Ndiye Mwari wenyama Yose
Yo-yo-yo-yo-yo-yo-yo!
Ndiye Mwari wenyama Yose



Credits
Writer(s): Israel Sebenzo(r)
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link