Anofamba Neni

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Waunza bopoto ndiwe
Waunza pokano ndiwe
Waunza kusawirirana ndiwe
Iwe satani
Iwe satani

Waunza bopoto ndiwe
Waunza kupokana ndiwe
Waunza kusawirirana ndiwe
Iwe satani
Iwe satani

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Iwe satani
Iwe satani
Kutyiswa ndaramba
Kuvhundutsirwa handikude

Iwe satani
Iwe satani
Kutyiswa ndaramba
Kuvhundutsirwa handikude

Iwe satani
Iwe satani
Ini ndina Mwari anofamba neni

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Kunzwa pachemwa ndiwe
Matamudziko ese ndiwe
Rufu nezvirwere ndiwe
Iwe satani
Iwe satani

Kunzwa pachemwa ndiwe
Matamudziko ese ndiwe
Rufu nezvirwere ndiwe
Iwe satani
Iwe satani

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni

Satani ibva shure kwangu iwe
Kuzevezera kwako ndakunzwa
Wati kumberi kunotyisa uko
Ziva ndina Mwari anofamba neni



Credits
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link