Photo Life

Hona Oskid, takadyara maseed
Vanotivenga usapindure hapana need
Camera, action (camera, action)
Gafa in action (Gafa in action)
Chi-Extraterrestrial, Gafa futi

Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)

Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)

Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu
Ndikadonha ndinoita hwembeu
Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel
Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life
Zvikauya nyore haikona kugamuchira

Ndobva nda-tipper maGafa
"Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika"
Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika"
Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter

Ndakaramba ini kuti hakuna chinhu chenyama chinondidzorera shure
Angava masoko kana zvombo zvakasikirwa inini, paGafa rino hazvipfuure
Pa-pa-pachiGafa ndazvipira kurima misodzi kuti ndizonokohwa mufaro
Vese vaindichemedza musazoti ndagara patafura pangu, "Chine makaro"
Ndiri kungodya zvabva mumisodzi yangu
Ndakajekeserwa nzira nengirozi dzangu
Vese vakateya munzira dzandinofamba, muchashama ndichipukunyuka njodzi hangu

Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)

Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)

Handimbofa ndakakwata kudhonzerwa pasi nemunhu
Ndikadonha ndinoita hwembeu
Unondiona ndichimera futi zvine kachifinhu, ndobhilivhisa kunge gospel
Nekuti vamwe takafundiswa kuti mu-life
Zvikauya nyore haikona kugamuchira

Ndobva nda-tipper maGafa
"Musaore moyo, magamba ese akaumbwa mukutambudzika"
Pauno-wish, "Dai Gafa ramboshupika"
Ndinenge ndichifara kuti zvino chaputika
Ndopaunoona ndichirarama ka-life kukudenga fanika Jupiter

Life yangu maGafa iphoto, inoumbwa nema-nagative saka basopo
Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)

Ada kundi-disser, disser (ho)
Ada kundimisa, misa (hoi, ho)
Ada kundirwisa, rwisa (hoi, ho)
Ndinobva ndadadisa (hoi, ho)

Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link