Ndinewe

I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body, like I need you

I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body, like I need you

Don't you know, no, no, no
I'ma make it to the top of the world?
Don't you know, I ain't gonna stop?

Make my mind, fill my cup
Babe I'ma take you to the top of the world, oh
Change my mind, overtime, no stop

Varipo vachataura zvakawanda, zvakawanda
Varipo vachavenga zvavo vakawanda, vakawanda
Asi tiri tese takakwana
Ziva kuti takakwana (ini ndinewe, usatye ndinewe)

Nhasi ndinewe
Mangwana ndinewe
Kumagumo ndinewe
Kwese ndinewe (hey, yey, yey)
Kwese ndinewe (hey, yey, yey, ye,ye)
Ziva kuti ndinewe

Take my time, fill my wine
Babe we gon' make it, to the end of the day, oh
Don't you mind, I ain't gonna stop

'Cause everybody's been asking me
Asking if I'm missing someone or somebody
Who own my mind, could've been loving me no-stop?

Varipo vachataura zvakawanda, zvakawanda
Varipo vachavenga zvavo vakawanda, vakawanda
Asi tiri tese takakwana
Ziva kuti takakwana (ini ndinewe, usatye ndinewe)

Nhasi ndinewe
Mangwana ndinewe
Kumagumo ndinewe
Kwese ndinewe (hey, yey, yey)
Kwese ndinewe (hey, yey, yey, ye,ye)
Ziva kuti ndinewe

I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body, like I need you

I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body
I don't need nobody, body, body, like I need you

Nhasi ndinewe
Mangwana ndinewe
Kumagumo ndinewe
Kwese ndinewe (hey, yey, yey)
Kwese ndinewe (hey, yey, yey, ye,ye)
Ziva kuti ndinewe



Credits
Writer(s): Tapfuma Katedza, Gemma Griffiths
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link