Ragga Msambo

Well, this one is called the Ragga Farm
'Cause we farm the Ragga here
Every year (every year)
Jusa (Jusa)

Batai chipattern icho
Inzwa chiGafa chauya nechimbo
Dhanzi rese rakungoti ndipowo
Hanzi ndipowo, ndipowo, ndipowo
Manje ndine zvimwe four (four)
Zvinotangisa disco
Inzwa chaunga chadaira
Handichaye missed call

Mudhanzi mese yava pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira, ndavati pepepe (pepepe)
Pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira, ndavati pepepe

Gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa

Saka chiona ka
Dzatoorova dzava ngoma ka
Usatevedzere panopisa apa
Vatadza kundiuraya kunge Isaaca
Pamangoma ndini baba, ndini Abrahama
Ndini ndiri kupisa ndakatakura summer
Vegetarian handina munyama
Ndavharisa marecords - GRAMA

Ndavamisa ndati, "Stop madrama"
Ndiri kupisa kunge shop yaDharma
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Udzai vemahardware, huyai nehammer
Ndavamisa ndati, "Stop madrama"
Ndirikupisa kunge shop yaDhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Ndaisa dhanzi muhomwe kunge chikwama

Saka yangova pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira, ndavati pepepe
Pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira ndavati pepepe

Gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa

Ndatangisa prezha (prezha)
Dhanzi renge rafa ndasaver (saver)
Chingoma chakachena chageza (geza)
Ndasakura ndazunza, ndapedza (pedza)
Muma streets yangove Ga-ga-Gafa
Mamutsa Reggae dzanga dzafa
Mufandichimuka ndowandadya
Dhanzi rapisa ndokubva vatya

Ndavamisa ndati, "Stop madrama"
Ndirikupisa kunge shop yaDhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Udzai vemahardware, huyai nehammer
Ndavamisa ndati, "Stop madrama"
Ndiri kupisa kunge shop yaDharma
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Ndaisa dhanzi muhomwe kunge chikwama

Saka yangova pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira ndavati pepepe

Gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa (kuti hwaa)



Credits
Writer(s): Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link