Kuvhundutsa Vanhu

Yep yep, it's Dat Boi Skii
Ravirai kano kamutakunanzva
Cause you rocking with the best station
It's Dat Boi, the name of the frequency modulation
An underdog in the game
But I'm overdue for elation
It's Kalipitso, feeling joyous, time for celebration
Ndopisa every season kubva Chirimo kusvika Zhizha
Mamwe maRappers haazi stable
Ndichiva tasva kunge bhiza
Ndini Dominic Benhura wemazwi, ndiri mhizha
Mashizha achirova striptease nguva yeZhizha
Basa pachi Tariyana saGeorgio Chellini or Armani
Ma wannabe rappers ndichimapeta seOrigami
SeBrugwa neBhande, dzakanangana hadzipesani
I'm feeling like the lyrical Edinson Cavani

Matsaga ndomakiya till they wanna hit the jonny
I'm a rapper & trapper, chinyoreso, chikirimbani
Dzokororo ine simba
Everytime I see a pretty mamacita
Ndinokati Kanjani kanjani
Ko iwewe unonzani?
Ndiudze because I'm all ears kunge Bugs Bunny
Ndatoona tiri bae goals tiriko kuHanyani
Utori mphazi wami
Ngiyakuthanda mpilo yami
Safiriyo naKatari...

Vese vaya who been
Sleepin' on me vachapepuka
Pavaindi penda pakuumbuka
Vaaku gumbuka
Ndafaya maBazooka
seSewage vaaku dhuzhuka
Zvofana kujamuka because
Vanhu vanovhunduka ka!
Vese vaya who been
Sleepin' on me vachapepuka
Pavaindi penda pakuumbuka
Vaaku gumbuka
Ndafaya maBazooka
seSewage vaaku dhuzhuka
Zvofana kuJamuka because
Vanhu vanovhunduka ka!

Ebola neCorona virus, illest in the room
Kunge pesticidal grafitti, yep
I'm spelling doom
Nyama dze808, they got the speakers
Goin boom, boom!
saTaylor Swift, I shake them haters off
I'm goin vroom, vroom!
Yep, rega nditange nditori muCheeki
Ndinakidze kunge kupera kwevhiki
Mbiri todzorera kuna musiki
You dig? Tedzera skiri rePiki
Dai manditi Lucky Mudhiriki
Cause pama gitare, handisi mudiki
Ndine zvivindi saSidlukotini
I'm feeling like Riky

Ndogona kungoti pidigu dhii
Lyvers kwete mashiripiti
Applause from Venus to Mars
Cause ndine maBars
Kupfura kuChikurubhi
You know hapana anomboti chii
Kundiona vanobva vati zii
Vave kugarira duramazwi
Of course, they tryna be better than me!
Kunge Gaffa, ndoDealer navo one-one
Panomhanya munhu, word to Fantan
Ndosimbisa ghetto kwete London
Rambai muchi feeler, boys, I'm not done
They taking shots neka water gun
Mumhanzi yavo ndeye bubblegum
Numero uno, ndini number one
So when you see me, boy, you better run!

Vese vaya who been
Sleepin' on me vachapepuka
Pavaindi penda pakuumbuka
Vaaku gumbuka
Ndafaya maBazooka
seSewage vaaku dhuzhuka
Zvofana kuJamuka because
Vanhu vanovhunduka ka!
Vese vaya who been
Sleepin' on me vachapepuka
Pavaindi penda pakuumbuka
Vaaku gumbuka
Ndafaya maBazooka
seSewage vaaku dhuzhuka
Zvofana kujamuka because
Vanhu vanovhunduka ka!



Credits
Writer(s): Blessing Sikipa
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link