Vhiri

I remember tiripaCollege maigara main house tirimuCottage
Haa ndimi mairira zve paCampus
Nhasi makutsvaga yemaPampers
Idzo mota makudziziya dzaiuya ndichingopicker
Kana shopping yamairova ndofunga maingopicker
Ganda richiwaima kukumhoresa kwaitotyisa
Kuma show makatyora neMbinga ko maipisa
Kana mafriends makachinja ehe ndostaira
I met your old friend akanditi wakuvhaira
Zvinowanika vanhu vanochinja
Wakatakura proof baby daddy atiza
Hona handiskufarira sichaz
Ndirkuzama kukuonesa maPictures
Handiskufarira zvazviri kwete
Usaonere life kuside kwacho chete

Hupenyu uyu Hupenyu uyu
Ivhiri rinotenderera ivhiri rinotenderera
Mira ndikuyambire mwana waMai wangu
Ivhiri rinotenderera Ivhiri rinotenderera yeah

But taimbokudza wani ita chinhu 1
Ukatitarisa kubva kutsoka nengovani
And i feel you though maybe yaiva peer pressure
Coz wakauya urimunhu asina pressure
Waisa geza geza waisa ziva prezha
Waitotamba nesuwo uchitiza ngezha
Usingakete Twitter usati wakuTrender
Takatokurambira pazvainzi une blesser
Wakazoshaika paMap wakurojerwa apartment
Ukatengerwa jagwa ukati mari yeAttachment
Paingoda kutamba wakachenjera
Boys repatown rokusiya wakajegera
But still usaite pressure chengeta mudon
Kana waabho then you can move on
But nah handiskufarira sichaz
Ndirikuzama kukuonesa maPictures

Hupenyu uyu Hupenyu uyu
Ivhiri rinotenderera ivhiri rinotenderera
Mira ndikuyambire mwana waMai wangu
Ivhiri rinotenderera Ivhiri rinotenderera yeah

Kwaunoenda husiku saka natsa kwavabva
Usatambe neshamwari dzinongoona chawatadza
Usashore Amai vakaita pavo
Usashore Amai iwe ita Pako

Hupenyu uyu Hupenyu uyu
Ivhiri rinotenderera ivhiri rinotenderera
Mira ndikuyambire mwana waMai wangu
Ivhiri rinotenderera Ivhiri rinotenderera yeah



Credits
Writer(s): Takudzwa Manaira
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link