Huya

Ohh
Hungry Lion Records
Love General
Nashie
Love Genah

Chakanakira moyo
Kana uchinge wada
Akuna anomboramba
Ende ahumbo pikisa
Ndosaka wangu moyo
Waperera pauri
Usawurwadzisa
Usandi rambira
Kukushaya ndoenda patight
Ndosaka ndisingade fight
Nekuti ndiwe wandasarudzawo
Mudiwa
Moyo muti unomera
Paunoda
Saka wangu wamera

Ndosaka ndati huya
Chingouya mudiwa
Moyo wangu wakufarira
Usazombondisiya
Ndosaka ndati huya
Chingouya mudiwa
Moyo wangu wakufarira
Usazombondisiya

Moyo muti mudiwa wangu
Unozviziva
Kana wangoti ndada
Pachokwadi zvinotonetsa
For the first time i saw you
Ndakaona rudo
Ndakabva ndazvipira
Kuti ndazomuwana
Nguva yareba ndichingotsvaga
Nguva yareba ndichingochema
Ndichingoti mwari vandione
Ndosaka ndati
Ndafara ndakuona
Ende ndichafona
Chekutanga mangwanani
Ndichikuudza kuti

Huya
Chingouya mudiwa
Moyo wangu wakufarira
Usazombondisiya
Ndosaka ndati huya
Chingouya mudiwa
Moyo wangu wakufarira
Usazombondisiya

Mudiwa ndati huya
Mudiwa ndati huya
Chimbotarisa what a brighter future
Yaticha vaka ini newe babe
Tiri two pasina mumwe
Ndino vimbisa ndichakuda
Nemoyo wangu wese mudiwa
Andife ndakaita ucheme
Ndiwe uchava mai vevana
Kuna mai vangu uchava muroora
Love general vazobuda mugota
Baby wandiburitsa mugota

Ndosaka ndati huya
Chingouya mudiwa
Moyo wangu wakufarira
Usazombondisiya
Ndosaka ndati huya
Chingouya mudiwa
Moyo wangu wakufarira
Usazombondisiya



Credits
Writer(s): Isaac Sosola
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link