Kukura Mumhu

Hande kumusha chizukuruwe
Vadzimu vedu vafare, vari kutambura
Hande kumusha chizukuruwe
Vadzimu vedu vafare, vari kutambura

Hona mashura nguva nenguva
Kuvana vedu, vari kutambura
Hona mashura nguva nenguva
Kuvana vedu, vari kutambura

Wotora dhorobha semusha wako
Wosiya baba namai variko vachitambura
Wotora dhorobha semusha wako
Wosiya baba namai variko vachitambura

Iwe unodya nekunwa zvinonaka
Vabereki vako vachifa nenzara
Iwe unodya nekunwa zvinonaka
Vabereki vako vachifa nenzara

Kukura wakura mumhu chete
Asi pfungwa dzakowe hadzisati dzikakura
Kukura wakura mumhu chete
Asi pfungwa dzakowe hadzisati dzikakura

Kukura ndakura pfungwa chete
Asi mumhu wanguwo hausati ukakura
Kukura ndakura pfungwa chete
Asi mumhu wanguwo hausati ukakura

Chinotova chikumbiro kwamurika
Asi mumhu wavo hausati ukakura
Chinotova chikumbiro kwamurika
Asi mumhu wake hausati ukakura

Chinotova chikumbiro kwamurika
Asi mumhu yedu haisati ikakura

Zvimwewo muchatiregerera
Honguka kutadza ndekwedu
Zvimwewo muchatiregerera
Nemiwo kutadza ndekwenyu

Zvimwewo muchatiregerera
Honguka kutadza ndekwedu
Zvimwewo muchatiregerera
Nesuwo kutadza ndekwedu
Inga ndimi makasike rudzi



Credits
Writer(s): Leonard Dembo
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link