Munondigonera

Munondichengeta zuva nezuva ndinoonawo nyasha dzenyu Mwari
Nguva nenguva ndinoona kugona kwenyu ishe
Zuva nezuva ndinokuonai babawe ndinokuonai baba ndinokuonai

My life is glorious even if I look to the left or look to the right
The way you keepn me uhuu uuhu
You have surrounded me with goodness everyday
I don't lack no good thing I have just what I need
I am blessed as um coming in um protected as um going out
Favor favor is all I see, I have just what I need

Hanzvadzi yangu chimbondpa mkana ini ndimbopupura nokuti zvandinoitirwa naMwari Wangu
Ini zvakakura ndaive ndirirombe ini ndiri muhuruva pandakazivashe ivoi vakandisimudza
Ndinopakutenda nepese ndinodya ndichiguta pese paanondichengetedza mhepo Dzasimuka
Ndaipona seiko inini nyika yakazara vari greedy nemiyedzo mizhinji munomdigonera Imimi

Munondichengeta zuva nezuva ndinoonawo nyashadzenyu Mwari
Nguva nenguva ndinoona kugona kwenyu ishe
Zuva nezuva ndinokuonai babawe ndinokuonai baba ndinokuonai

My life is glorious even if I look to the left or look to the right
The way you keepn me uhuu uuhu
You have surrounded me with goodness everyday
I don't lack no good thing I have just what I need
I am blessed as um coming in um protected as um going out
Favor favor is all I see, I have just what I need

Munondichengeta zuva nezuva ndinoonawo nyasha dzenyu Mwari
Nguva nenguva ndinoona kugona kwenyu ishe
Zuva nezuva ndinokuonai babawe ndinokuonai baba ndinokuonai
Munondigoneraaa

Credits
Writer(s): Anatsi Zabura
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link