Don't Do It

Kubva nhasi ndakuzviziva kuti iwewe baby haundi truste
But why why
Five Star Gallis

Don dweet unuh better hear mi gal
Don dweet u ah my oxygen

Usipo chandichararamira hapana baby don don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie

Baby dai waiziva zvandinosangana nazvo munzira
Kukurwadzisa ndorwadziwa
Kubva pandakarira hobho vasikana vanondichiva
Nekuda kwako ndova ganzira
Enda uchiziva kuti handina chandakakutadzira
Waputsa zvatagadzira
Izvi zvazoitika handina kubvira ndazvitarisira
Handifunge ndikazozvigamuchira
Usati wanyanyodeepisa
Tarisa kwatakabva makilometer
Paye wakanditi uchandida
Kusvika ndava Uncle kunge Epatan

Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie

Message yaka popper ichiti thanks for the day
Yaisava yekutamba love
Mumwe mwanasikana wandakatobatsira
pana Baines ndamuona achitambwa rough
Unowanza hasha seiko ndipe time to explain
Mira kundipindura gwabvu
Ndangoitawo muSamariteni ndaona mwanaskana arimusituation iri tough
Kana uchienda enda uchiziva kuti inini handina mhosva
Kana arima friends anokwichidzira
Vabudirira zvavaronga
Kubva nhasi ndakuzviziva kuti wewe baby haundi truste
But why why unuh fi learn to trust mi haisi mhosva here kuti muGallis

Don dweet (don't do it)
unuh better hear mi gal
Don dweet u ah my Oxygen

Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie
Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
Kana usipo same neteam yesoccer inenge isina goalie

Babe dai waiziva zvandinosangana nazvo munzira
Kukurwadzisa ndorwadziwa
Kubva pandakarira hobho vasikana vanondichiva
Nekuda kwako ndova ganzira
Enda uchiziva kuti handina chandakakutadzira
Waputsa zvatagadzira
Izvi zvazoitika handina kubvira ndazvitarisira
Handifunge ndikazozvigamuchira
Usati wanyanyodeepisa
Tarisa kwatakabva makilometer
Paye wakanditi uchandida
Kusvika ndava Uncle kunge Epatan

Usipo chandichararamira hapana baby don't do it
Same neteam yesoccer inenge isina goalie
Usipo chandichararamira hapana baby don't do it

Credits
Writer(s): Emegy Chizanga
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link