The Big Voice
You see kuma ghetto kwese uku
Kudown town neku uptown bro
We know the ghetto bro
Tine knowledge bruh
It's not easy to be Mista Next Level Bruh
Because you need to have a balance Of knowledge bruh
You should know the money side Bruh
Waka rapper chokwadi hanzi Unosasa rubber
Option yavanayo vanoti vhara gaba
Handi feke life ndine Honda iri mu Carpark
Ndapfura nekusadza ndokwazadza Stomach
Hati tsvaga vanhu ayewa tinotsvaga Mwari
Wakatsvaga munhu anogaya Uda Kumu kumbira mari
Tajaira vanhu ahe kaa Ndozvavatori
Bvunza Luwi hanzi vamwe Vakandiitisa mbiri
Ah ma facts aya eheka ma facts aya
Hamuna kukora makafuta and Dakukupisai ma fats aya
One million questions Mwari ndivo Answer
God protect me from these people And aids and cancer
Now they say my rap is very much Influential
Hanzi tine clean money coz its Presidential
Ndofarira brain dzenyu its very Much commercial
Hanzi nda killer beat dai ndati hi Marshall
They rejecting me vachiti ndiri Controversial
Same way still they loving me am too Essential
Munondinzwisisa mandidzidza ma Fundamental
To respecta ma streets ndo akati Mentor
Tendeukai wanai nguva Yemusinagogo
Makuti makusiya kuputa nokuti Mashaya mogo
Hapana chiri strong chinopfura Shoko
Manje Munori ignowa pamuno Sniffa coco
Hanty munoti tirimhuka ehe Ndikoko
24/7 ne grind rekunohodha bronco
We never rest not ever rest handisi
Choko
Hanty focus yenyu inoperera Kuzvimoko
Ndorima pangu handingamborimire Kuku kunda
Pamunorara kumba ndinge ndarara Mumunda (Big Voice)
Pamunorara kumba ndenge Ndarara Mumunda
Ndorima pangu handimborimire Kuku kunda
Pamunorara mumba ndenge ndarara
Mumunda (Big Voice)
Pamunorara mumba ndenge ndarara
Mumunda
Uku westa energy uchigaya kuti Ndinokutya
Power rapera wozopepuka Ndichitokudya
Bvunza Saigo we choose money over Following
Une marii here ende vanhu Vakakufollowa rinhi
Handi nyare nazvo handirepere Kutsvaga nzenza
Pandiku raper handisi kutamba ehe Ndikutosenza
Do what you please don't hurt your Self usazvivenfa
Life is simple uchida muskna enda Unomunyenga
Ziva basa rinokushaisa Basa harinabasa
Muma hightest offices mukutambwa Makasa

Credits
Writer(s): Welsh Muyeruza
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2025 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.