Ndopinda Nemoyo

Beerman tino
Heya heya heya
Dhumha dhumha nemwana wandaidembera
Anovhara kumeso neniwo ndodedera
Ndogaya mupfungwa ndafunga kumutsvetera
Ndovaira newe ende futi ndinokuchengera
Ndogarira iwe panyika ndagadzirira zuva rakanganzi tichange tiripamwe
Zviuya zviri mberi ndiwe chete wandinoda
Gara uchiziva Kuti ndinewe Saka usambotya
Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichida
Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo
Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichidawo
Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo
Rudo rwako mwana iwewe ndazongoramba ndichida
Kuzvipira nemoyo kudzamara ndapinda
Wakandi zorodza pfungwa ndichaku ambutsa gungwa
Ndiwe wakave lawyer rangu pandanga ndakasungwa
Ndichahwanda kuseri uko kwe smile yako
Murume wese waucha sekerera akuone seuri mufesi
Wakandi torera moyo kuita investigation
Kutsvaga Kuti Kuda zvimwe ndingaku torerewo wako
Kutsvaga Kuti Kuda kutsvaga Kuti Kuda
Kutsvaga Kuti Kuda zvimwe ndingaku torerewo wako
Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichida
Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo
Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichidawo
Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo
Ndamuwanawo ndamuwanawo
Ndamuwana mwana akatora moyo Wangu
Ndamuwanawo ndamuwanawo
Ndamuwana mwana akandi torera moyo
Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichida
Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo
Ndiwe wandandichida ndiwe wandandichidawo
Ndiwe wandandichida ndopinda nemoyo



Credits
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link