Wachinja

Ndaisambofunga ndichachema nemjolo
Kuswera ndorara ndichitemwa nemusoro
Wakamboti
Rudo rwuchitsva rwuchibvira
Muchiitirana zvese muchispakwa
Mumwe musi wongomuka
Zvinhu zvese zvalow low
Ohh no
Now it's a bit tricky tricky
Ndasuwa kukuona usiri mucheeky
Topesana nekanhu kadiki diki
Plus you been acting too sneaky
Tell me
Tell me
Tell me nhaika
Kuti pakapinda mumwe
Kana usisade taura
Usafunge ndiwe wega haiwawo
Tasiyana ndichawana mumwe
Achandibata bho

Achindipa
Rudo rwawaisandipa
Zvese zvawaisaita
Anenge akuzviita
Wakandichinjira
Runhare hauchambondipinzira
(Hauchandipinzire phone)
Iwewe wakandichinjira
Handizvo zvandaifungira
But wachinja

After ten haureplaye apa urionline
Womuka uchinditi wakarara kumanine
Zviripachena kuti iwewe you are lying
Kana usisade usandiwastera
Time
Wakunditensera
Why?
Waiti unondipindira
Muguva
Ndaitokutengera maruva
Asi ndaisambozviisa mumusoro (Iihh)
Kuti rimwe zuva ndichamuka nda solo (Yeah)
Ndaisambotarisira kuti tichavharirana door (Panze)
Pamwe zvichazonakidza ndane anondidawo

Achindipa
Rudo rwawaisandipa
Zvese zvawaisaita
Anenge akuzviita
Wakandichinjira
Runhare hauchambondipinzira
Iwewe wakandichinjira
Handizvo zvandaifungira
But wachinja

Ndaisambofunga ndichachema nemjolo
Handizvozvandaifungira
Iiihhh
Ndaisambotarisira kuti tichavharirana door
But wachinja
Usafunge kuti ndiwe wega haiwawo



Credits
Writer(s): Shawn Konikere
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link