Borangoma Zvaro
Vaindiona serombe
Ndiri parumananzombe
Zvandoita havazvigone
SaChibaba zviri pandiri zvihombe
Rovai ngoma tikombe
Kubva Harare kusvika Lilongwe
Gurumwandira majita Sisonke
Mutinhimira kupfura weDonkey
Check...
Kare kangu ndichikura
Ndaitamba ana Super Mario paNintendo
Nana Ruka, Rujeko naRutendo
Ghetto skaten tobva tanoba mengo
Taguta totsomwa nembwa mupengo
Nowadays tukunanga kuBando
SaMambo Chikamba tiriparwendo
Don't need to be briefed
I'm going commando
Hanzi naMfundisi
Nigga repento
Uri kutsomwa neose maAngle
Uri kuwanza maJokes neLife
Se M1 rinoti "baby be gentle"
Zvekunyozera hazvishande
Kugara wakagarwa nezvipande
Dai watsvaga Maria Musande
Kwete zvechi manje manje
Nyika yatava
The prophets & preachers are the bigger sinners
MaUnderdogs better than award winners
Zvakaoma kudaro luck is for beginners
Hativhuvhe when we got God with us
Handisi kuzorumwa nechokuchera
I'm telling my secrets to Jesus saNicodemus
Living the life of a dreamer
Kusvika ndakutyora Beamer, look
Vakafa vakazorora
Vamwe voti Mwari dai matitora
Hanzi ndabva kunoroora
Onditira zvekuora
Ndotodzoka kuzotora lobola
Asi ndizuro chaiye
Pawai vhurira tezvara vako Coca-cola
Izvezvi mwana wavo womushora
Nekuti asevesa semuboora
Mjolo wanetsa kupfura ebola
Ndezvana James Matola
Dai masiyana nebhora
Mambotsvagana nemari
The power of the Almighty dollar
I think I'm finna digress
The issue is packed with
A whole lotta stress
Yanguva yekumborova finesse
I guess
Let's talk about Zim Hip-Hop
Mazuvano ikuita kunge Sesame Street
Vakomana vari kutambisa maBeat
Kuvapa mic zvakafanana kupa water gun kune police
Sendotengesa maFleece
I'm packing the heat
Hapana goat but they love to bleat
Kana usingori vegeterian, then
We'll probably meet, yep
I'm sick & tired
Of these amateurs
Thinking they glamourous
Whack rappers
Vakamira in front of these cameras
Backstabbers to the culture
Vanoti cheresa
Ndiana Rowan Atkinson
Vanoti sekesa
A bunch of caricatures
MaGavamwedzi, they pretty immature
Hona zvinun'una tucha tucha
Apa ndini baba vomusha
Vakuronga kuita chigadzamapfiwa
Vachifunga pachafiwa
Chimuti hachimbobiwa
Ndiri keeper saTapiwa
Tarenda randakapiwa
Ropfungaira sechitofu chine putugadzike
Qhapela ungatsha khiwa, man
On your marks, set, go
Ndakuchinja maGear
Havafe vakandisiya
Chero ndarova maBeer
Ndiri mutumwa seuya
Akanyora maGaratiya, gone
It's Dat Boi Skii
Ndiri parumananzombe
Zvandoita havazvigone
SaChibaba zviri pandiri zvihombe
Rovai ngoma tikombe
Kubva Harare kusvika Lilongwe
Gurumwandira majita Sisonke
Mutinhimira kupfura weDonkey
Check...
Kare kangu ndichikura
Ndaitamba ana Super Mario paNintendo
Nana Ruka, Rujeko naRutendo
Ghetto skaten tobva tanoba mengo
Taguta totsomwa nembwa mupengo
Nowadays tukunanga kuBando
SaMambo Chikamba tiriparwendo
Don't need to be briefed
I'm going commando
Hanzi naMfundisi
Nigga repento
Uri kutsomwa neose maAngle
Uri kuwanza maJokes neLife
Se M1 rinoti "baby be gentle"
Zvekunyozera hazvishande
Kugara wakagarwa nezvipande
Dai watsvaga Maria Musande
Kwete zvechi manje manje
Nyika yatava
The prophets & preachers are the bigger sinners
MaUnderdogs better than award winners
Zvakaoma kudaro luck is for beginners
Hativhuvhe when we got God with us
Handisi kuzorumwa nechokuchera
I'm telling my secrets to Jesus saNicodemus
Living the life of a dreamer
Kusvika ndakutyora Beamer, look
Vakafa vakazorora
Vamwe voti Mwari dai matitora
Hanzi ndabva kunoroora
Onditira zvekuora
Ndotodzoka kuzotora lobola
Asi ndizuro chaiye
Pawai vhurira tezvara vako Coca-cola
Izvezvi mwana wavo womushora
Nekuti asevesa semuboora
Mjolo wanetsa kupfura ebola
Ndezvana James Matola
Dai masiyana nebhora
Mambotsvagana nemari
The power of the Almighty dollar
I think I'm finna digress
The issue is packed with
A whole lotta stress
Yanguva yekumborova finesse
I guess
Let's talk about Zim Hip-Hop
Mazuvano ikuita kunge Sesame Street
Vakomana vari kutambisa maBeat
Kuvapa mic zvakafanana kupa water gun kune police
Sendotengesa maFleece
I'm packing the heat
Hapana goat but they love to bleat
Kana usingori vegeterian, then
We'll probably meet, yep
I'm sick & tired
Of these amateurs
Thinking they glamourous
Whack rappers
Vakamira in front of these cameras
Backstabbers to the culture
Vanoti cheresa
Ndiana Rowan Atkinson
Vanoti sekesa
A bunch of caricatures
MaGavamwedzi, they pretty immature
Hona zvinun'una tucha tucha
Apa ndini baba vomusha
Vakuronga kuita chigadzamapfiwa
Vachifunga pachafiwa
Chimuti hachimbobiwa
Ndiri keeper saTapiwa
Tarenda randakapiwa
Ropfungaira sechitofu chine putugadzike
Qhapela ungatsha khiwa, man
On your marks, set, go
Ndakuchinja maGear
Havafe vakandisiya
Chero ndarova maBeer
Ndiri mutumwa seuya
Akanyora maGaratiya, gone
It's Dat Boi Skii
Credits
Writer(s): Blessing Sikipa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.