Nhamo inonditeera

Ndafamba ndakambaira
Nema mhepo aka Paila
Unoganza unovhaira
Nema mhepo makabaira
Yeah
Kubvira kudhara maka bheja
Kuti ndichafa ndichi bagger
Kuna mwari ndaka temba
Handina mari

Saka Nhamo inonditeera teera
Vada kuti ndife like Mandela Ndela
Vorichera ndakatemba temba
Ndaka chilla vakateya teeya

Saka Nhamo inonditeera teera
Vada kuti ndife like Mandela Ndela
Vorichera ndakatemba temba
Ndaka chilla vakateya teeya

Ain't no freaking chance I'm gonna back off
Eyes looking front looking way up
Terrified,paranoid kuti nhamo ikundirera
Yeh it's on me I know that ikundi teera
So ndo ndodii I'm fed up with living like this all day
I just wanna live free,free from the the foes and woes on me yeh

Saka Nhamo inonditeera teera
Vada kuti ndife like Mandela Ndela
Vorichera ndakatemba temba
Ndaka chilla vakateya teeya

Saka Nhamo inonditeera teera
Vada kuti ndife like Mandela Ndela
Vorichera ndakatemba temba
Ndaka chilla vakateya teeya

Urikufunga kuti vanhu vaunawo right now vanokuda
Ndopawadzimirwa izvozvi zvo
Hapana kana magetsi ese kana mapole acho akabviswa newaya Hapana
Ndopaukudzimirwa ipapo kufunga kuti unodiwa sterek
Pano panyika ugofunga kuti unodiwa
Iwee



Credits
Writer(s): Junior Alle
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link