Guhwa

Ndisati Ndakupai mukana
Ndoda mugoziva
Kuitira ramangwana
Mune ramangwana
Mudzikamise hana
Zvimwe zvinhu
Tangai mambofunga zvakadzama
Wangu ndiyoka yenyu system
Tatove ma victims
Kuda kupedza zvatakatanga
Kushuvira mavanga
Iko kusatokwana
Ziso renyu roona chete patinotadza

Zvirimukati kati
Memoyo
Ndezvedu vaviri
Tingadzitaurireiko
Nhoroondo
Nekupindura imi
Kana vavengi daidza vauye
Vashamarari
Ngavauye
Toda kuzvitaura
Pachena vazvifunge
Hativhunduke

Pano makuhwa haaparadzi
Mugare matoziva ramangwana
Nguva nenguva
Handimurasi
Kusvika zuva ratopinda muguva
Pano makuhwa haaparadzi
Mugare matoziva ramangwana
Nguva nenguva
Handimurasi
Kusvika zuva ratopinda muguva

Pano makuhwa haaparadzi
Kutongooudzana fair
Pano makuhwa haaparadzi
Hanty ndimi mauya
Eh babe huya umire apa

Ndagara ndinotaura zviripo
Kunyangwe mukati venga ini naye tiribho
Patakatamba pakakwana kumba hatiuyeko
Hamutione
Musazoti handina kurairwa but
Kana ndapotsa kutaura
Really sorry
That I'm not sorry
Chitarisai gonhi
Nzira yamapinda nayo fambai zviribho
Pore pore

Zvirimukati kati
Memoyo
Ndezvedu vaviri
Tingadzitaurireiko
Nhoroondo
Nekupindura imi
Kana vavengi daidza vauye
Vashamarari
Ngavauye
Toda kuzvitaura
Pachena vazvifunge
Hativhunduke

Pano makuhwa haaparadzi
Mugare matoziva ramangwana
Nguva nenguva
Handimurasi
Kusvika zuva ratopinda muguva
Pano makuhwa haaparadzi
Mugare matoziva ramangwana
Nguva nenguva
Handimurasi
Kusvika zuva ratopinda muguva

Zvirimukati kati
Memoyo
Ndezvedu vaviri
Tingadzitaurireiko
Nhoroondo
Nekupindura imi
Kana vavengi daidza vauye
Vashamarari
Ngavauye
Toda kuzvitaura
Pachena vazvifunge
Hativhunduke

Pano makuhwa haaparadzi
Mugare matoziva ramangwana
Nguva nenguva
Handimurasi
Kusvika zuva ratopinda muguva
Pano makuhwa haaparadzi
Mugare matoziva ramangwana
Nguva nenguva
Handimurasi
Kusvika zuva ratopinda muguva



Credits
Writer(s): Takudzwa Mabika
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link