Manonoka

Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka

This life, yakunetsa honai
Yachemedza amai
Hatikwanise kurarama pasi a ndayi
Ishe tarirai zvigunwe makatipa mukati fambai
Vana venyu vobvisa nhai
Zita renyu havachatya
Vakusaiza nhai
Ishe burukai
My sister now calling herself a slay
Zviri kuitwa zvacho hupfambi chete chete
Kumutsiura anoti asvotwa ngaarutse
Moms vatone bp she still don't care

Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka

Is this how we're supposed to live
Kana zvirizvo hupenyu hwacho handichade
Kudzimwe nyika zvinenge zviri nani
Ko mwana wevhu can anybody tell me mhosva yake ndeyei
Mbuya nehanda sekuru kaguvi mudzimu wenyika regai ndibvunze chii chaita mufuratire

Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka
Ishe manonoka
Chichemo changu dai
Machidzoka



Credits
Writer(s): Nyasha Kapfumvuti
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link