Handiende

Handiende handiende oh

Makore mangani ndichinamatira
Kusvuuka mabvi ndichinyengetera
Nyadenga dai mandiona
Ini ndine ruva sezingizi ndakagonya
Iwe woti ndiende handikwanise
Kufuratira zvese handikwanise
Sangana neni munzira undichingure

Nyangwe ukandivharira panze handiende
Ukauya uchindipomera zvipande handiende
Dzamara wandiudza pandimire chaipo handiende
Wandiudza pandimire chaipoipoipo handiende
Handiende

Saka toita sei huya titaure sakatoita sei

Zvandiremera muchipfuva
Kunditenderedzawo pfungwa
Ndangosara ndiri mapfupa
Chimbondipawo imwe nguva zuva rimwe ndikuonese
Ndipe zuva rimwe ndikuratidze zvinogadzirika huya titangidze
Tikarambana varoyi vangapembere iwe

Nyangwe ukandivharira panze handiende
Ukauya uchindipomera zvipande handiende
Dzamara wandiudza pandimire chaipo handiende
Wandiudza pandimire chaipoipoipo handiende
Handiende

Aaa it's really funny coz pandaida kutaura waisatsiurika
Pukuta misodzi haikwanise kurapa pawakajunga
I'm really done with you now ya
And vanhu vakakubvunza ya
Uvaudze chokwadi uvaudze zvamwari kuti waisarara munba sha
Kana uchinditi hauende unenge wakuda kuzama kudii aaah
Dai warongedza mukwende gara wangobvuma defeat
Coz ndoda zvemashuwa ukazondiona ndakubuka
I'm that type isingadzoke and handife ndakusuwa taura tinzwe

Nyangwe ukandivharira panze handiende
Ukauya uchindipomera zvipande handiende
Dzamara wandiudza pandimire chaipo handiende
Wandiudza pandimire chaipoipoipo handiendΩ



Credits
Writer(s): Rufaro Munyavi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link