Flower

Yoooh Mista Nextlevel MistaNextlevel (the big voice)
Ukuona kuti chii haa mupfana wangu Yaukuta iyeiye yakaipa waiziva Ukuonakuti chii
Ndendichi tomboona mamwe masinhi ako
Achi posta na Rare chi chi na Benito Waiziva
Haaa mupfana wangu kaaa wakatoipa
Keep people talking mupfana wangu
Either positive or negative zvakangofanana mupfana wangu
Coz vese vanenge vachitongokuona Waona
Pauchakanda hat trick haumbonetseke mupfana wangu

Yeeeeeeh
Stepera pa scene (skrew)
Tarisa kana bhutsu yangu (shoe)
Vanoziva ndiri gangster
Vanoona nema lips angu
Ndosasa yandinoda
Komunga ndidii hangu
Holy ten
Angaakarasa ma key
Panumber raWinky (hahaha)
Hoo uriwangu
Horaiti musoro bhangu
Pamunondi dissa paye
Hazvindi tadzise kudya sadza rangu
Inini ndiri king aahe mbudzi yenyu
Ndozivahamusikuda mxm ndezvenyu
Isisu tirimatsaga
Ndimivanhu vasvinhu
Bantana ne ring pamhino Wakagadzira list rema lyricist
Wakasandiisa uri mu satanist Handinga acte kunge mwana
kuti ndikurakidze kuti ndiri beast
Udakundirakidza chi racist
Ne way yechi therapist
Makasafeeda mapere enyu
Ndimi muchava number one
Pa list re feast
Flower ndiri munhu
Ndombosangana nema kata
Wakaona ndakufambira
Nyaya ku mosq then pashata
Inini handirambe
Penge uchida kundi feeda data
Asi wakandiona kunge gorofu
Then pashata
Pakuda pata
Hauti stope paunoda kuti stopa
Woti starta paunoda kuti starta
Ndine Ak 47 ndichi nyepera kuvata
Kutivangondi donhedza
Vachapedzisira vabata
Mushonga dzavo dza expire ngavachitangidza kusota
Chinoita boat rigonyura
Imvura inopinda mariri
Asi pamusoropemvura
Boat ndoparino floata
Boat rigonyura
Imvura inopinda mariri
Pamusoro pemvura
Boat ndoparino floata
Usaise vanhu vanhu vakadhakwa Muhupenyu zvinodhakwa
Takazviona tiripwere
Hweshe padzaikakwa
Pane vaizoti
Anambwa mabirira
Takuenda nechikweshe
Coz tisutachikaka
Mudzimwe nyaya dzangu Ndomboshandisa hasha
Ndogaya kubuditsa pfuti
Ndoti mundikwanire mukwasha
Asi matsaga aya
Ndomauraya ne nyasha
Flower matsaga
Anondiombera vakuvasha
Ku stepera pa scene
Wagwan musoro bhangu
Babie rangu ririmu comment section
Apo ndichitukwahangu
Ehe ndiri gudo
Ende ndiri kudaaao
Wangu ne ma beast aya
Hatingaite rudo
Ndiri gang
Bvunza kana Jay
Everyday
Murisei
Mukutyei
Am finding a way
Kule vakati next level
Keep the enemies away
Don't talk about inner beauty
Hatina m exray

Yaah aMugabe vakadaro waiziva
Benito you deserve this



Credits
Writer(s): Welsh Muyeruza
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link