Maita Baba

Iya, iya, iya, iya, iya, iya
Umm hondende
Iya, iya, iya, iya, iya
Dakari, let the beat play (let it)

Maita baba, mandigonera
Nerimwe zuva ramandipa
Maita baba, panorira jongwe
Mandipa mumwe mukana, mandigonera
Maita baba, panorira jongwe

Umm, dai ndarurama
Handine simba
Ndiri seri kwerima
Handine muono
Handine shumo
Handine simba
Ndiri seri kwerima
Handine muono
Handine shumo

Iya, iya, iya, iya, iya, iya
Thanking the most high iya, iya, iya, iya
For giving me the li-, li-, li-, li-, life
Now I know you, I, I, I, I
I see your way to ours
I see you start
Being on the stars
Denga rati
Kuchidzirai rudo

Dai ndarurama
Handine simba
Ndiri seri kwerima
Handine muono
Handine shumo
Handine simba
Ndiri seri kwerima
Handine muono
Handine shumo

Iya, iya, iya, iya, iya, iya
Thanking the most high iya, iya, iya, iya
For giving me the li-, li-, li-, li-, life
Now I know you, I, I, I, I

Handine shumo
Zvamakati pasi hamusati maisa nyanzvi
Kana izwi gobvu gwenzi romutsa mufi
Zvamakati pasi hamusati maisa nyanzvi
Kana izwi gobvu gwenzi romutsa mufi
Maita baba



Credits
Writer(s): Charmaine Shamiso Mapimbiro, Dakarai Gwitira, Mukudzeyi Mukombe
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link