4 Missed Calls

Baby andikandira 4 ma calls nigga harisikumbobatika
Apa ndiri pakati pesucking toes nekamwe kamoko tasticka
(munhu anemhosva)
Munhu anemhosva chedzai Babylon sorry baby ndakacheater
Kaiyamwa kunga Lacto hapana zvandaiita
Baby andikandira 4 ma calls nigga harisikumbobatika
Apa ndiri pakati pesucking toes nekamwe kamoko tasticka
Ndine anemhosva chedzai Babylon sorry baby ndakacheater
Kaiyamwa kunga Lacto hapana zvandaiita (Aseeh)

Yes, kucheater ndakacheater but
Babe hazvireve handikude facts (hazvireve handikude)
Facts, Kuda akacheater but babe hazvireve haaKude (hazvireve haakude)
Babe it's a side a affair
Haisi love affair
Facts, infact you can call it a 4 nights stand
Bet ndakavharira whole weekend (whole weekend, yeah)
Takasangana kuDRAMA, her name Bongi kanoenda UP (Sibongile)
Baby handidi zvemadrama ndiri rockstar
I might turn you into a groupie (groupie)
Plus you must know I am a plant Daddy
Back kuden I vae like 2 kids (2 kids)
All this shit was turning her on
Ndakangoona pacounter pane 2 drinks (2 drinks)
Katanga kundiudza zvemakinks
She a corporate hun kakutondipa malinks (malinks)
Kandivhunza kana ndichirova weed
Ndakati zviri zve weed wauya kuna King
So you can you be my Queen
Hande tinorovera mubathroom kure nemabouncer
Before munomu takonzera a scene, scene, sin
Ndabva ndairovera pasink (sink-sink)
Ndabva ndairova iri inspired ne chamba ne gin (gin-gin)
Ndabva ndairova ku, Instagram baby ari pa Seen (seen-seen, seen)
Ndabva ndairova ku, Instagram baby ari pa Seen (seen-seen)
Ndururani

Baby andikandira 4 ma calls nigga harisikumbobatika
Apa ndiri pakati pesucking toes nekamwe kamoko tasticka
(Munhu anemhosva)
Munhu anemhosva chedzai Babylon sorry baby ndakacheater
Kaiyamwa kunga Lacto hapana zvandaiita
Baby andikandira 4 ma calls nigga harisikumbobatika
Apa ndiri pakati pesucking toes nekamwe kamoko tasticka
Ndine anemhosva chedzai Babylon sorry baby ndakacheater
Kaiyamwa kunga

(Hello, please leave a message after the tone)



Credits
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link