Musha Mukuru
Spider Studios
Ey Rico, listen
Fiyo musha mukuru
Conquering, full bar and catering
Batai ba-ba-ba
Tell dem say
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Vakomana miridzo, vakadzi mhururu
Vanhu vakuru, vanhu vakuru
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Vakomana miridzo, vakadzi mhururu
Vanhu vakuru, vanhu vakuru
Ndinotanga naMadhavinci
Ndarova chamba ndakutoimba kunge Jah Vinci
Nekwaga ane swagger
Ndinomutsvaga nekuti anondisimbisa paRagga
Ndikati Madhora ndiye mudhara
Ane madhora asi chidhura
Haatengese futi kana izvo zvidhura
Anodhura ndati ende mudhara
Inzwa inini
Pandakanzi, pandakanzi, pandakanzi
Kuzororo endai ka musazokura musoro
Kudhakwa nechikosoro
Asi vamwe vavo vanomwawo doro
KuCherima kune rima
Vanorarama rambai muchirima
Iko kuEgypt
Inzwa inini, inzwa inini
Ndinongosimbisa kana iko kuJerusarema
Nyangwe zvichirema muchangorarama
Imi musapemha, musoro uchitema
Mwari vandituma ndimbokuudzai
Ndigokunyaradzai
Inzwa inini kuma-flats
Kuna-Willowvale
Inzwa inini
Mune vana vanodzidza futi kana Eaglesvale
Kuma-dale-dale
Nah bad a dem
PaMachipisa panopisa
Panotyisa, hapana anotimisa
Tovarwisa, vanodisa, vanondidisa
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Ha-a ipo paFiyo, paFiyo
Tiri paFiyo takatandara
Ha-a ipo paFiyo, paFiyo
PaFiyo, paFiyo
Nah bad a dem
Havasi vapfanha vangu futi vebuda youths (buda youths)
Isusu Conquering netsa muma-streets (muma-streets)
Inzwa inini
Une fire links, mu-down-town pindawo umbotengawo madrinks
Super Mikela uusazova-scaler
Zitop shata harife randisiya ndakashata
Firimu rino-shooter sendashota
Riri padhuze
Nah bad a dem
After fire burn dem ah (burn dem den)
Ndiri kuFiyo (burn dem den)
Iko kuFiyo (burn dem den) ah-ah, ah-ah, ah-ah
Kunana Tsano ma-hood-crankers
Mese munomuziya kuti MacGyver
Vari ku-jiver vane team yavo yema-dancers
Musazorwadziwa
Haifiridzi (musha mukuru)
KuFiyo (kune mabhuru)
MuFiyo (ane huturu)
Ah paFiyo
Vana president vanga vari resident kuHaifiridzi he-e-eh
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Bvunza Fire King
Tiri paFiyo, tiri mu-ring
Tiri paFiyo titoriwo ma-king
Tiri kuFiyo, iko kuFiyo
KuFiyo
Tiri paFiyo, tiri paFiyo
KuHaifiridzi
Asi ini handizokanganwewo mhamha Dhama
Funge, Ndizo nekunaDhuma
Nyangwe mushonga nechamba zvandidhuma
Ini ndambobhema
Kunge ndati chamba chavo chakandibvuma
Asi ka, kulachaka nechakalaka
Forward aripo achahwinha reward
Anenge aripo achitora award
Ari kusimbisa tuckshop kwete phone-shop
Inzwa inini
Dzimbiri aita mbiri
Ane skiri usadherera
Terera
Lucky Kuneni ndiye ari nani
Aingondizhambira musi waakandifambira
Kuti, "Rasta musazondibhaiza munenge pastor"
"Muri kutotiimbira, imi matitsuura."
Bad a dem
Right down di fire man l wanna run dem down yeah
Batai ba-ba-ba
Conquering, full bar and catering
Big up mi sistran mai Tinashe deh
Fire clan Music
Ey Rico, listen
Fiyo musha mukuru
Conquering, full bar and catering
Batai ba-ba-ba
Tell dem say
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Vakomana miridzo, vakadzi mhururu
Vanhu vakuru, vanhu vakuru
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Vakomana miridzo, vakadzi mhururu
Vanhu vakuru, vanhu vakuru
Ndinotanga naMadhavinci
Ndarova chamba ndakutoimba kunge Jah Vinci
Nekwaga ane swagger
Ndinomutsvaga nekuti anondisimbisa paRagga
Ndikati Madhora ndiye mudhara
Ane madhora asi chidhura
Haatengese futi kana izvo zvidhura
Anodhura ndati ende mudhara
Inzwa inini
Pandakanzi, pandakanzi, pandakanzi
Kuzororo endai ka musazokura musoro
Kudhakwa nechikosoro
Asi vamwe vavo vanomwawo doro
KuCherima kune rima
Vanorarama rambai muchirima
Iko kuEgypt
Inzwa inini, inzwa inini
Ndinongosimbisa kana iko kuJerusarema
Nyangwe zvichirema muchangorarama
Imi musapemha, musoro uchitema
Mwari vandituma ndimbokuudzai
Ndigokunyaradzai
Inzwa inini kuma-flats
Kuna-Willowvale
Inzwa inini
Mune vana vanodzidza futi kana Eaglesvale
Kuma-dale-dale
Nah bad a dem
PaMachipisa panopisa
Panotyisa, hapana anotimisa
Tovarwisa, vanodisa, vanondidisa
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Ha-a ipo paFiyo, paFiyo
Tiri paFiyo takatandara
Ha-a ipo paFiyo, paFiyo
PaFiyo, paFiyo
Nah bad a dem
Havasi vapfanha vangu futi vebuda youths (buda youths)
Isusu Conquering netsa muma-streets (muma-streets)
Inzwa inini
Une fire links, mu-down-town pindawo umbotengawo madrinks
Super Mikela uusazova-scaler
Zitop shata harife randisiya ndakashata
Firimu rino-shooter sendashota
Riri padhuze
Nah bad a dem
After fire burn dem ah (burn dem den)
Ndiri kuFiyo (burn dem den)
Iko kuFiyo (burn dem den) ah-ah, ah-ah, ah-ah
Kunana Tsano ma-hood-crankers
Mese munomuziya kuti MacGyver
Vari ku-jiver vane team yavo yema-dancers
Musazorwadziwa
Haifiridzi (musha mukuru)
KuFiyo (kune mabhuru)
MuFiyo (ane huturu)
Ah paFiyo
Vana president vanga vari resident kuHaifiridzi he-e-eh
Haifiridzi musha mukuru
Une mabhuru ane huturu
Bvunza Fire King
Tiri paFiyo, tiri mu-ring
Tiri paFiyo titoriwo ma-king
Tiri kuFiyo, iko kuFiyo
KuFiyo
Tiri paFiyo, tiri paFiyo
KuHaifiridzi
Asi ini handizokanganwewo mhamha Dhama
Funge, Ndizo nekunaDhuma
Nyangwe mushonga nechamba zvandidhuma
Ini ndambobhema
Kunge ndati chamba chavo chakandibvuma
Asi ka, kulachaka nechakalaka
Forward aripo achahwinha reward
Anenge aripo achitora award
Ari kusimbisa tuckshop kwete phone-shop
Inzwa inini
Dzimbiri aita mbiri
Ane skiri usadherera
Terera
Lucky Kuneni ndiye ari nani
Aingondizhambira musi waakandifambira
Kuti, "Rasta musazondibhaiza munenge pastor"
"Muri kutotiimbira, imi matitsuura."
Bad a dem
Right down di fire man l wanna run dem down yeah
Batai ba-ba-ba
Conquering, full bar and catering
Big up mi sistran mai Tinashe deh
Fire clan Music
Credits
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.