Zvandinoda
Yoo Ally
Nzira yangu tungamira-a-i
Kuti ndisarasike-e
Nzira yangu vhenekera-a-i
Kuti ndisarasike-e
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Ndikabata mari
Ndinotombofungawo kuenda kumba
Kuenda kumba
Ndonopa mai mwana
Asi ndoerekana ndangochinja pfungwa
Ndotonanga kubhawa ndoipedza nevatorwa neshamwari
Ndozongopepuka mangwana kwayedza ndisisina mari
Ndikafunga kushanda gore rinopera ndichingoverengera
Hameno zvinondibata
Chese chandaronga ndinongorongonora
Nzira yangu Ishe-e, dai mavhenekera
Nzira yangu ishe-e, dai matungamira
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Ndikapinda murudo
Runotanga ruchipisa semoto
Asi pasina chinguva
Ndinobatwa nemweya wekungoramwa ramwa
Zvese zvandaronga
Zvinopinda mudondo
Hapana chinobuda
Ndinozongosiiwa ndisingatarisire
Nzira yangu dai mavhenekera
Nzira yangu ishe dai matungamira
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Dai matungamira
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
E-e-e
Dai matungamira
Yoo Ally
Nzira yangu tungamira-a-i
Kuti ndisarasike-e
Nzira yangu vhenekera-a-i
Kuti ndisarasike-e
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Ndikabata mari
Ndinotombofungawo kuenda kumba
Kuenda kumba
Ndonopa mai mwana
Asi ndoerekana ndangochinja pfungwa
Ndotonanga kubhawa ndoipedza nevatorwa neshamwari
Ndozongopepuka mangwana kwayedza ndisisina mari
Ndikafunga kushanda gore rinopera ndichingoverengera
Hameno zvinondibata
Chese chandaronga ndinongorongonora
Nzira yangu Ishe-e, dai mavhenekera
Nzira yangu ishe-e, dai matungamira
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Ndikapinda murudo
Runotanga ruchipisa semoto
Asi pasina chinguva
Ndinobatwa nemweya wekungoramwa ramwa
Zvese zvandaronga
Zvinopinda mudondo
Hapana chinobuda
Ndinozongosiiwa ndisingatarisire
Nzira yangu dai mavhenekera
Nzira yangu ishe dai matungamira
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Dai matungamira
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
Nekuti zvandinoda
Handizvo zvandinoita
Zvandisingade
Ndizvo zvandinoita
E-e-e
Dai matungamira
Yoo Ally
Credits
Writer(s): Colletta Nyamandi, Rebelrayz Entertainment
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.