Tangai Neni (Live at the City Sports Center)

Oh
Oh
Oh
Oh
Oh yes
Ah
Ndiripano Mwariwe, ah
Munondiona Mwariwe
Ndioneiwo
Ndioneiwo

Apo
Pamunorangarira vanhu venyu
Tangai neni
Imbo tangai neni
Apo
Pamunoshanyira vana venyu
Imbotangai neni Ishe

Ko paye
Pamuno promoter vanhu venyu
Tangai neni
Imbo tangai neni Mambo
Apo
Pamunokomborera vanhu venyu
Imbo tangai neni Ishe
C'mon hold yourself like this
Lift up your hands and say

Tangai (hey) neni
Mugopedzawo neni
Mwariwe
Tangai neni
Mwari wangu
Tangai neni Ishe

C'mon Ruth
Inzwai kuchema kwangu
Tererai munyengetero wangu oh
Ndinodana kwamuri
Ndimi moga mune mhinduro oh
Chimbotangai neni Ishe

Mwari
Iko kutenda ndinako
Kushoko renyu
Saka
Ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari

Honaiwo kutenda kwandinako
Imbotangai neni Ishe
Oh ndakafara Mwari
Kuti ma next door makavaitira
Zvino wave mukana wangu
Hey, hey
Hey, hey, hey

Ndioneiwo
Ndioneiwo
Haaa
Ndioneiwo Mwari
Hey, hey
Ndioneiwo Mwari
Ndioneiwo
Tangai neni Ishe

Mwariwe
Tangai neni
Mwari wangu
Mugopedzawo neni
Mirai neniwo
Mirai neni
Mwari wangu
Tangai neni Ishe
Neni yeah

Mwariwe
Tangai neni
Mwari wangu
Mugopedzawo neni
Mirai neniwo
Mirai neni
Mwari wangu
Tangai neni Ishe

Let's pray
Everybody say
Ndiwo munamato wangu kwamuri
Hey
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ndioneiwo Mwari
Ndagadzirira kugamuchira
Kwamuri
Mwari ndinogamuchira
Let me see you c'mon
Let me see you c'mon
Makomborero angu ose
Mwari ndinogamuchira
Minana
Minana
Minana yangu
Mwari ndinogamuchira
Ndogamuchira
Ndogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Zvese zvangu
Zvazuro, zvanhasi
Namangwana
Mwari ndinogamuchira (Hooo)
Rugare iye iye iye
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Ndogamuchira
Ndogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Tangai neni Ishe

Tangai neni (Oh)
Neni
Neni
I receive
I receive
I receive
Haiwa, ndioneiwo Mwari
Nditariseiwo Mwari
Eh
Ndigamuchidzeiwo Mwari
Haiwa
Chimbotangaiwo neni
I will testify
Haha
I will testify
Hahaha
Of Your goodness
Of Your mercy
Aiwa, ndioneiwo Mwari
Nditariseiwo Mwari
Ah
Imbotangai neni Ishe

Oh

C'mon, c'mon
Raise that sound, raise that sound
Raise that sound
Yeah!
He's starting with you
He's starting with you
He's starting with you
He's doing it, he's doing it
He's doing it
Hey
Ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari
Yeah Ndioneiwo
Oh Oh Oh



Credits
Writer(s): Michael Mahendere
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link