Ma Geez

Godo (ummghmghmgh)
"Brett unodhomoka mupfanha wangu" (mmh mmh mmh)
Ndinoswera paguyo makuseni masikati (grind)
Ndibate mari ine musoro (pafair)
Apa ndichibatanidza kuti ini ndiwane buck (wangu)
Kuphanda zvisina zororo (ummmm)
But pane imwe mikono inorarama ne lucky (gaya)
Hanzi "titengerewo doro" (iwe mmm)
Basa kutora ma pix, apa vakumbira smart, ibva pano mbavha gororo
Havana chavanoti chavo vangojaira ku sheya (pafair)
Murokesheni vangojaira kumbeya (mmmmm)
Ini handina kana kumbovajaira pafeya (haaa handina ini)
Aihwa makatojaira mafera (hahaha)
Vanouya kubhawa vasina plan vachithemba ma geez (iwe) (themba ma geez)
Kubva one, kutosvika 31 vachithemba ma geez (themba ma geez)
Contribution haaise kana one achithemba ma geez (prrr prrr prrr prrr)
Dai anga aine hunhu zviri nani, akutochema ma geez (ngrrrrr)
Akutodemba ma geez
Vanouya kubhawa vasina plan vachithemba ma geez (ivava)
Kubva one, kutosvika 31 vachithemba ma geez (hiii) (kana yake haaise)
Contribution haaise kana one achithemba ma geez (anotokwereta machisi)
Dai anga aine hunhu zviri nani, akutochema ma geez
Akutodemba ma geez
Ndivana "nditengero"
"Major une Eco here undisenderoo?"
Apa mari yako yandakadya i zero
Sei uri leech, aiwa usadero
Wako wemudanga aiwa usageroo, uhgh
Itai order king
Zvimwe zvacho pamwe pacho tinotozongokusiyai
Muchithrower shade iya kunge song yaBa Shero
Manje hupenyu zvigure waunoziva anokumhanyisa
Ndikafara nemi ndakaona munofarisa
Mari yenyu isingakwane moda kundikwanisa
Muplan dzenyu, Tinashe chimbotarisa
Husimbe hwenyu uyu muchaba kana kuroya or kutengesa mulaso
Ehe Burkina Faso
Shanda kunge king kuti uzotenga castle
Dzungu haribhadhare kana usiri Tasso
"Eh wadii?", "ah, mira ndozokufonera"
"Ko sha Forbes uri kunwira mu toyaz, how far?"
"Shaa hapana totobaya ka totombonwira toyaz"
"Ayehwa, hona ka pane ledzva pa side pe chamber kani"
"Haaa shaa, hona vakoma ava havana huro, but ah havana homwe, waiziva"
"Ayehwa shaa, hande kunonwira ku booth shaa"
"Hande ku booth iwewe", "iwe"
"Vanouya ku", Ndakuda kutamba nema Geez ane vision (swag)
Brain dzichishanda tichi simb'sa mission (iwe)
Dhiri risina mari, no please, musandipinze (nada)
Pakaita anokwereta, haaa, ini ndingatize (haaa haha)
Team rinoonera, team rine swag (swag)
Team rinokopera madhiri ane bag (cash)
Team rinokasika kubata mazheti
Tichipwanyha madhaka, kuphandawo cash, inzwa
Hazvisi necessary kuita chirombe
Saka ngatitsvage tese mari, tonwa mukombe, listen
Tipeiwo zvese Mwari, zvihombe-hombe (haha)
Haisi pesenari mukoma Tonde
Cause mari haiuye zve Bacosi ma boss
Motopinda mu street zvine force (kutoshanda)
Cause kugara uchithemba ana boys uri loss
Ini ndingatokubuka zvamuchose
Gen'a rinotumwa kunotenga magodo (hiiii)
Gen'a rinofamba richivenga Godo (gaya)
Pese patofara vanobatidziswa moto (haaa)
Takubvura zondo vanotarisa mapoto (iwe)
Vachinyepera ma ladies, vachinyepera vaskana (hiii)
Kana uri Gee rinodaro hauna kukwana (haa hauna)
Ndingatokutiza pese patinosangana
Nekuti pa fair uri munhu weku (hahahaha)



Credits
Writer(s): Tatenda Keith Maguta, Brett Simbarashe Jongwe, Tinotenda Devine Chidewu
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link