Iyeye

Jah know
Iyeye
Iyeye
Ay

Pandakakanda shoko, wakabvuma wani
Ukati feel free, svika paJabu na1
Ukati hauterere mafun'ga-fun'ga wani
Zvino zvaipa papi? Usandipumha mhani
Wavakuwanza twumaskits
Bvisa nzveve dzako kumastreets
Dzikama, rudo harwusi cheap
Zvakuda kutaurirana tichiti

Ingawani ndakakupa moyo
Saka usaite iyoyo
Ngavasakufurire ikoko
Kuno handichinje mashoko

Ndovati
Iyeye, iyeye
Hana yakarovera iye
Iyeye, iyeye
Hakuna asingazive kuti
Iyeye, iyeye (iyeye)
Hana yakarovera iye
Iyeye, iyeye (iyeye)
Hakuna asingazive
Iyeye, iyeye
Yeah, iyeye
Iyeye, iyeye
Yeah, iyeye

Varikutrya kuti separater
Howo, manje ndavaketa
Ndinopa rudo rwunobuda mubepa
Havambotipesanisa, varikunyepa
Pano panodiwa munhu kunge mari (mari)
Hazvigonekwe kana nani (nani)
Ndakatrainer rudo saka don't worry
Tosvitsana kufinale
Saka ngatingochimhanya tiri two - binary
Usakanganwe, nyora mudiary
Tive nyama imwe kusvika mukufa
Mapfupa edu achaoonekwa mugallery

Ndakakupa moyo
Saka usaite iyoyo
Ngavasakufurire ikoko
Kuno handichinje mashoko

Ndovati
Iyeye, iyeye
Hana yakarovera iye
Iyeye, iyeye
Hakuna asingazive kuti
Iyeye, iyeye (iyeye)
Hana yakarovera iye
Iyeye, iyeye (iyeye)
Hakuna asingazive
Iyeye, iyeye
Yeah, iyeye
Iyeye, iyeye
Yeah, iyeye

Pandakakanda shoko, wakabvuma wani
Ukati feel free, svika paJabu na1
Ukati hauterere mafun'ga-fun'ga wani
Zvino zvaipa papi? Usandipumha mhani
Wavakuwanza twumaskits
Bvisa nzveve dzako kumastreets
Dzikama, rudo harwusi cheap
Zvakuda kutaurirana tichiti

Ingawani ndakakupa moyo
Saka usaite iyoyo
Ngavasakufurire ikoko
Kuno handichinje mashoko

(Fight)

Ndovati
Iyeye, iyeye
Hana yakarovera iye
Iyeye, iyeye
Hakuna asingazive kuti
Iyeye, iyeye (iyeye)
Hana yakarovera iye
Iyeye, iyeye (iyeye)
Hakuna asingazive
Iyeye, iyeye
Yeah, iyeye
Iyeye, iyeye
Yeah, iyeye



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link