Wuta's Intërlüdë

Hoyo,Hoyo
Haa tipei masounds A-Jay
Haa tipei
Ihhhh hehehehe ahehe
Happiness kani
Haa maihwe zvangu
Ndati haa A-Break yangu yatonaka inini
Ndakuziva kuti ndine magood jams
Chasara kungoziva kuti mari irikubatika kupi ehe
But ehe waiziva
So long ndinemusic inonakidza paside ndendirisafe waiziva
Ko hapana ka
Kunoku kwaZvimba kunoku vanhu varikuchema nanaDhandarayoni kunoku
Haa varikuchema iihh vachema iihh
Dhandarayoni yanetsa mustreet
Haa vachema haaa vach-
Mahorror
Haaa vakomana varikuchema kunoku
Varikuchema kana nealbum ichii?
Rinonzi chii?After My Demise?
Iyoyo iyoyo haa vanhu varikuch
Maihwe zvangu
Haa bro tipei zvinhu izvi tizvimarkete
Isu tombozvida here isu chedu kungospreader mustreet mhani isusu
Nhai akomana
My brother's win is also my win
Hande,let's gooooooo



Credits
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link